News

Celebs

Celeb News

Celeb News

27 Sep, 2020 | Posted By: staff reporter
Fans React To Madam Boss Wearing A Guvhu Out

Madam Boss shocked many of her fans when she posted photos of herself wearing a Guvhu out top. There were mixed comments from fans . some supported how she was dressing and some were critical of her choice of dressing saying a married women should not dress like that.

some of the comments are as follows

Nono Mamoe Makachena amai Yooo. Kuita kunge muAmerican ey

Chihera Wekwa Gono Ini hangu personally I love you very much coz hey uristrong mahaters ,nemajudge ako akawanda kukunda vanhu

Noma D Makhetho Gwara Mayenda neNyika ,lovely poses there.,u representing (Zim celebs) well

Deborah Ngwenya Hazvisi kundiitira hangu sorry especially katop zvaifita someone with black tone skin

Samuel Mugiya One murungu anotaura fluent Shona
Keep it up Madam Boss

Gloria Makudzo Haa bleaching yacho kana yakadai bho zvekuti..we only live once.Zvinzwe sugar iwe.

Kudakwashe Chipato Skirt yenyu madam boss mukazoiona yakapfekwa nemadzimai emasowe vachibva zvavo kuchoto chemisi mitatu vakadirwa makate munoseka imi

Lea Rue Mazadza Some of my fellow Zimbabwean women monzwa seiko nekuda kuita vana judge Judy pama dressing evanhu vasingadye sadza kumba kwenyu?
Anyway you looking good madam boss

Accede Van Der Mabhena Ku bleacher nyange ukaBleacher sei paneimwe part ye black pamuri ipapo kkkk handingaitaure zvangu semunhu ane tsika.

Deborah Ngwenya Hazvisi kundiitira hangu sorry especially katop zvaifita someone with black tone skin


ABOUT AUTHOR

staff reporter
staff reporter
Staff Reporter for Zimbolivenews.com & Zimbolivetv.vom



FOLLOW US