News

News

General

General

03 Jun, 2020 | Posted By: staff reporter
Madam Boss Breaks Down In Tears From Facebook Post By Mollydhongo

Madam Boss Broke down in tears after popular Facebook ghost Mollydhongo posted critisizing Madam Boss for not helping others. Especially the Marabha situation. Mollydhongo praises Mai TT for helping Marabha and says Madam Boss does nothing to help others. Madam Boss was hurt and in tears posted the message below in response to Mollydhongo post

Mollydhongo Responded to Madam Boss With The Following Message 

"Madambossdhongo aku posta post yangu kupage kwake achiti i never been broken like this, CHOKWADI CHINORWADZA kaa ukasiya tsika yako yekuyanika mhata dzako pasoshari mhedhiya nekupedzera mari yako kumafuta ekusvukisa uchinganwa kuzora muhapwa, wopa back mari Community uchibatsira Charity nevamwe kana vachida help vapinda pamatambudziko , kana kungopostawo kupage kwako uchisapotana nevamwe kuti ngatibatsireyi ningi awirwa nedambudziko ndokuti kamu Celebrity ndiri kugadzirisa nyika ,on my way kunosvaka 15 billion kuti yakabiwa nani 🚶‍♀️🚶‍♀️🚶‍♀️"


ABOUT AUTHOR

staff reporter
staff reporter
Staff Reporter for Zimbolivenews.com & Zimbolivetv.vom



FOLLOW US