Celebs
Celeb News

Celeb News
Madam Boss Emotional After Insulted Kuti Hauzvare By Someone
Tyra Chikocho aka Madam Boss posted a very touching post after someone insulted her saying HAUZVARE. Tyra posted on her Facebook the following message.
The most painful thing I was told this morning is
*****Hauzvare**** handisati ndamborwadziwa but nhasi it got to me !!!!
Vakakomborerwa havo vanoita gore mwana Gore mwana ,mimba dzichingobatawo pavadira 🙏❤️
Hakusi kugona kwako hama yangu Tendai Mwari
👌👌Anyway hear this now👌👌
***You never know what one is going through so always be king in speech ❤️❤️❤️
***Ukaona vanhu vakachata vachinonoka kuita Mwana siya zvakadaro nguva yavo ichakwana
***Ukaona vanoita mwana Mumwechete it’s not kuti havasikuda kuita mumwe pamwe pane zvirikutoitika,varikuzama zvichiramba
Nguva yavo ichakwana
😭😭😭Things like ucharoorwa rinhi wakura,,kokana pasina arikuda kumuroora
😭😭😭😭Things like anongozvara vana vasikana chete ngaachiitawo mukomana
😭😭😭😭things like anongozvara vana vakomana vega Vega itawo vasikana
My Sister Bless you 🙏🙏
God bless you all Happy Sabbath 😭🙏🙏
Thank you Tocky Vibes for this song Mbereko !!!
👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇