News

Celebs

Celeb News

Celeb News

03 Oct, 2020 | Posted By: staff reporter
Mai TT Clapback At Evidence Chihera Siyana Neni Unosvika Rinhi Uchigara Muchikwere

Inindoona sekuti kana uneinformation yevamwe vanhu varipahigher level than rauri, uchivati vanoba, heee hazvisi zvavo heee vanochengetwa, heee vanorarama fake. 
Heee mota vakatenga nemaridzekuba or kudhonaterwa so on and so forth.

Koiwe une information yakakosha kudaro yekuziva kuti vanhu vanoba vachiita mari,  vachirarama fake vachidya madonations wadio wangobawoka wangoitawo kanamari yacho, kana ngoro zvayo??? 

Unosvika rini uchigara muchikwere chehuku iwe une information yevanhu vese vakabudirira uchiziva mutaktik???? Uchivatsvitnyira apa urimuchikwere chehuku, uchifuga magumbeze anenda uchingot haisi imba yake, haisi mota yake ndine information yese. 
Kokana une information wadiio kutenga muchovha chaio neinformation yakakosha kudaro. 
The day you will stop being bitter and stay out of people s business uchatoona kuti unogonawo kutoroja parinani ukatotengawo kana property irinani nebhasikoro. 
Godo manje haaaaa naMwari unofira muchikwere chehuku ichocho.
Haisi imbayake asi arikungoigaraka. 
Haisimota yake arikungoidriver ka. 
Mari haana arikungozvhira zvaanoda wani. 
Arikubira vanhu haasi mujeri wani. 
Tendeuka iwe ubve muchikwere chehuku kana uchiziva mutaktik itawo kwete kungo disher information isingakubhadhare. 
Minister veinformation and publicity who cant even afford the cheapest headboard in town it's a shame. 
Kwaaaaaaa.


ABOUT AUTHOR

staff reporter
staff reporter
Staff Reporter for Zimbolivenews.com & Zimbolivetv.vom



FOLLOW US