News

News

Crimes Courts

Crimes Courts

13 Dec, 2019 | Posted By: staff reporter
Mashura Mukadzi Anomuka Anehoronyo Panhengo Dzake

A Gokwe couple will definitely rue the day they sought the help of a Sangoma to revive their collapsing business venture. Ever since the couple’s encounter with the Sangoma, the couple is reported to be now living in constant fear and torment after being mysteriously kubatwa chibharo nezvidhoma at night. zimbolivenews has learnt from B-Metro that Silverster Moyo & his wife Rudo Mudawu who run a flourishing shop at Gokwe Business Centre have been living in agony as a result of a ritual they performed to resuscitate their business.
According to a family insider who spoke on condition of anonymity, the couple approached a traditional healer after the sales of their business had tumbled.
"The N’anga gave them a concoction and instructed them to bath with it for a week and rub it on mhengo dzavo. He assured them that sales would dramatically improve.
They bathed with water mixed with concoction and rubbed their nhengo with it."

Contacted for comment Moyo confirmed the horror.
A week after we bathed and rubbed our nhengo with that concoction our bedroom life became a nightmare. I would see visions of chembere mbiri dzaive musvo moving about in the house, within a few minutes my wife would scream in panic claiming she saw chembere idzodzo. After a while we would fall into a deep sleep, my wife woul wake up feeling tired as if she has been involved in a mubonde dambarefu ma hours chaiwo, There would be horonyo on her mhengo. Surprisingly we would not have engaged in bonde.
Moyo also added that efforts to reverse the ritual were not fruitful after several visits to the Sangoma.
We approached the n’anga who gave us the muthi, he assured us that it would end but now it has been a month and two weeks and nothing has changed. My wife is threatening to quit our marriage

 

“SHATO yangu ndinogara nayo ‘muroom’ mangu pahotera. Ndiyo inondikechera zvikomba nekundiita kuti ndihwinhe mutambo wenjuga.” Izvi ndizvo zviri kutaurwa nemukadzi wechidiki anonzi Queen Mpofu (21).
Guta reMutare rakazengezana nemusi weChitatu svondo rapera mushure mekunge mapurisa eko asunga mukadzi anobva kwaRusape uyu — asi anoita zvechipfambi — mushure mekuwanikwa achigara nemukweshwa weshato yakareba mamita matanhatu paimwe hotera yeko.
Vagari vemuguta iri vakaita chipata-pata kunoona Mpofu apo akange oita kuimba achiti zinyoka rake anoribhukira kugara naro “muroom” yepaNomara Lodge nekuti ndiro rinoshanda nemishonga inoita kuti akeche varume nekumuita kuti ahwinhe njuga. Musi uyu yakaita jambanja pahotera chaiyo. Mpofu anga achigara nezishato iri palodge iri maMutare iyi uye anotaura mashoko anotyisa achiti anoshandisa nyoka iyi nemishonga kuti awane mari mubasa rake rekutengesa muviri.

Mpofu anotambira paNomara Lodge, iyo inozivikanwa maMutare nezita rekuti “Pa Loice” uye anoti anoita varume vekukwezva nemishonga kuti asasane navo. Kwenguva refu, Mpofu anga achigara akavanza nyaya yenyoka iyi asi gure rakazofumuka apo mumwe murume ainge “amukecha” akaita mahwekwe nezishato iri rakaurungana muzibhegi.

Mushure mekuona manenji aya, chikomba ichi chakapfeka mbatya chimbi-chimbi, ndokurova bara kunomhan’ara nyaya iyi kukamba yemapurisa yeMutare Central Police Station.
Murume uyu akadzoka palodge iyi ava nemapurisa asi hapana zvavakaona sezvo shato iyi yainge yabviswa mumba mayainge iri. Zvakazobuda kuti apo Mpofu akaona kuti nyaya yake yenyoka yafumuka, akaitora ndokunoiviga muchisango chiri pedyo neMutare Motoring Club achibatsirana nemumwewo murume waakangoti ndibabamukuru vake.

Zvisinei, vaviri ava vakaonekwa nevamwewo vanhu apo vaiviga nyoka yavo.
Mumwe murume akabva azvuzvurudza shato iyi ndokuenda nayo pachiteshi chinokwirirwa matekisi cheMozambique Taxi Rank.
Nenguva pfupi, nyaya iyi yakazara pamadandemutande veruzhinji ndokuungana vachida kuona mashura aya.


ABOUT AUTHOR

staff reporter
staff reporter
Staff Reporter for Zimbolivenews.com & Zimbolivetv.vom



FOLLOW US