News

News

General

General

03 Jan, 2020 | Posted By:
National FM DJ Shugeta Uses Tytan Style Kuvhara Musikana In Germany Cash

The system of Zimbabwean celebrities dating diaspora women for money and other benefits and later dumping them for other women is fast becoming a trend and recently a germany based woman only identified as pettie fell prey to National Fm Dj Tafadzwa Beni better known as Shugeta.

A source close to the development revealed that pettie had been taking care of Shugeta and she bought him a car (Honda Airwave) , s10 plus and had been sending him money frequently. Pettie has been trying to get her phone and Car back and her efforts to recover the items have been hitting a brickwall

“Dj vanga vachichengetwa vachipihwa mari and vakatotengerwa mota honda airwavene s10 plus. Ndichakusenderai ma screenshot emari dzese dzakasendwer muone. Kamface kacho katori rough he was asked to return the car and the phone aakutoti hake ndokuitirai chi ghetto yut hamundigone” she revealed.

In Chats obtained by this publication, the Dj apologised to pettie and said it was not ‘about money’ and said he had no idea she had money when they fell in love and he promised to pay back every dime and return the phone

“Hello goodmorning wamuka sei .I dont even know how we got here and even nanhasi im still trying to process coz sandizvo zvandaida.I myt be a sh*tty husband i know bt trust me kukuda ndaikuda hangu ,this was never about money or ma benefits coz when we fell in love ndaisatombozviziva une mari or kutoti unogara kupi or your past .I just fell in love with a friend wandaiona ndichinzwisisana nekudanana naye so Im so sorry and forgive me kana ndakaita ufeele se ndaingoda kukubira .So nekudaro zvese zvandokwanisa kudzora se phone ndichadzosera .You can send your muzukuru auye atore hake ,mari we can make a deal yekuti every month or after every certain period of time ndendichikupa mbichana mbichana until yadzoka yese ” Asked for a comment, Shugeta dismissed the story and described the whole situation as a ‘misunderstanding’.

“Let me correct you, munhu wamuri kutaura mukadzi wangu bvunza amai vangu bvunza mkoma wangu bvunza ma close relatives and ane mwana wangu .. ukanzwa ndichiti Baba Anenyasha kana Amai Anenyasha ndiye Mai Anenyasha wacho ” he said.

The woman denied that they were married that they had a child together and elaborated that Anenyasha was Not their child but Was Shugeta’s Niece.

” As for the world remit transactions ari kunzi ndakadya mari kana kutorera munhu mari vanhu kana vari mumba vavo tine zvataironga mumba medu handikwanise kukuudza handikwanise kukuudza kuti tairongei ndezvemumba medu“.

“Imimi mambenge mandibvunza here pane zvatai builder mumba medu ndaka contributor chii? Mambokumbirawo ma screenshots angu here? But ndinawo zvekuti pa time yaakasender mari yakati tai builder chakati and takazo achiever kusvika pakati izvozvo i can’t discuss with you because its my personal life”. He said.

“Munhu wese ari pasi pezuva pano anokanganisa , munhu wese ari panyika anokanganisa nyanngwe neniwo ndokanganisa and pandinokanganisa ndinobvuma ndakanganisa..like i said that’s my wife mukadzi wangu zvekuti right now zvikanzi ndawana mukana wekugara naye pasi one on one i will tell baby i’m so sorry ndakakanganisa ndakabhaiza and i love you and i will do anything to have you back in my life because kwandiri mkadzi wangu akakosha kudarika nyaya dzese dziri kubuda kudarika makuhwa amuri kuda kuisa pama social sites enyu i love her ndomuda like i said munhu wese anokanganisa mdara handisirini ndatanga kuzviita but inini ma mistakes angu i’m owning them right now” He said


ABOUT AUTHOR




FOLLOW US