News

Celebs

Celeb News

Celeb News

16 Sep, 2020 | Posted By:
Passion Java Not Impressed With Meow Meow Mai TT Clothing Line

Prophet Passion Java is a brand Ambassodor for Gucci and is an expert when it comes to fashion. Many Zimbabweans and people around the world know his wardrope it is amazing as he wears some of the best fashion and clothes in the world. Passion Java has got style and class.

Mai TT launched her fashion line called Meow Meow and it looks like the man of God is not impressed Passion Java posted the following on his instagram account.

"If you know you know ini ziiii semunhu mukuru but bho here ? 😂" he did not say he was impressed or congratulations but let me keep quiet as a grown man. 

People in the comment section started making comments about what the prophet had posted see thier comments below

official_gaffaress
Pokello does the same thing kuChina uko but pane akambotaura here anambwa imi

aliingoo
@official_gaffaress kkkk kana hustle rabhadhara mofana kuzongopawo prophet sando dzavo😂

aliingoo
@official_gaffaress kkkk vakavhura mukana the cat 🐈 came from the rat 🐀

tatenda_akudzwe
😂😂😂😂😂 Isu taka blockewa kuma page a Feridhongo totozvionera kumaraini

lilly_angelrose
Zvimwe ndezvimwe musarwadziwe bhutsu iyi ikupisa kana wazogara

ruvarashemakute
@sharonsophiemartin yaaaa nenio ndanga ndaiona kuti ndopane nyaya but bhutsu ndoirikupisa noe varikurwadziwa

primroseguveya
Mai tt has grown very well mazuvano havapindure back... Vamwe tiri kungonzwa mawungira e progress yavo.. Mukadzi anondiinspire hake uye well done Mai tt on meow meow

taffyseg
Munodenha blaz imi. Zvimwe siyanai nazvo and maintain your dignity. Munozviti muri munhu waMwari wani, act like one.

mrvanzd
😂😂Java wairohwa nebhande namhamha here iwe pawaikura😂😂

nenechaukura
Wakava itisa bag zvimwe techito vhurirwa magate mukutukwa

malaikamoyo
Warwadziwa kaJava......Mickey adonha

msipathandeka24
De mambosiyana ne nyaya dzamurikuda kutanga Prophet


toyagreeen
yes bhooo..inga vanhu vanongotenga bvudzi kuchina..nderavo here?

dishguru.com1
Personally i think zviribho ini esp kuCat family yacho,makaipfeka so i think even kasense of belonging kanotambira mamuri . Ve Twabamu ngoma ndiyo ndiyo nregalia yenyuwo isu maindependent tichingoti ese mabasa makukutu .I LOVE YOU ALL GUYS n'e n'e n'e ....hausikuda?


ABOUT AUTHOR




FOLLOW US