News

Celebs

Celeb News

Celeb News

15 Aug, 2020 | Posted By: staff reporter
Seh Calaz Calls It Quits With Wife Moira Zvaguma Pano

Seh Calaz is calling his marriage to Moira Knight quits. Within 24hours after Moira threatened to release video of Seh Calaz vachibonyora and accusing him of abuse drugs and acting like a role model the artist has called it over.

Seh Calaz and Moira have has a rocky relationship with physical abuse when Seh Calaz beat up Moira a few years ago and she ended up forgiving him. Seh Calaz released the following statement.

Ndangandakambonyarara  nguva yese inoyi but handingarambe ndakahwanda murunyararo zvamunoziva mese MUSHA MUKADZI uye
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA. Handikwanise kuti zvazvandivavira🌶️ nhasi ndotanga kutaura zvakaipa pamusoro pe mudzimai  saka ndiregerereiwo ipapo asi chandinokwanisa kutaura ndechekuti kubva ikezvinozvi tichienda mberi wangu musha naMoira hapasisina. Zvenguva ino ndokumbirawo hama ne Shamwari  ne press mumbondipawo space handisini wekutanga kana wekupedzisira kusangana ne dambudziko iri. Semunhu ane vana  handingataure zvakawanda pajekerere. To all my Fans,Friends and Family who feel like I've let them down I humbly apologise Im Sorry I'm human tooo🙏
#iwillbebackstronger#welcomesinglelife#


ABOUT AUTHOR

staff reporter
staff reporter
Staff Reporter for Zimbolivenews.com & Zimbolivetv.vom



FOLLOW US