News

Celebs

Celeb News

Celeb News

13 Apr, 2020 | Posted By: staff reporter
Tatelicious Sends Messages To Zuva Urban Tete

Queen Tatelicious sent messages to Zuva Habane  showing support and encouragement over the issues she is dealing with. Message to Zuva 

Get well soon lil sister.

As soon as you get on your feet wapora,tsvaga pako pekuroja . You don’t have to start in an expensive apartment kana usina mari.

Iwe Naume GONZOLO ndakambogara mumukuku kuTembisa uku nekuti mari yangu yaienderana nekugara mumukuku nguva iyoyo.

Usazviise palevel pasiri pako,unonyara mangwana.

Usarega Varume vachikuvhairira nedzimba dzavo iwe uchiziva KUTI you can also work your way up. Ukakoshesa hucelebrity hwepafacebook unofa urirombe uchitedza dzimba dzevakwiri vako.

Pull yourself up and tsvaga pako pekugara,CHAKANAKA CHINOUYA URI PANE CHIMWE. Hona isu takugara mumaMANCHONI asi takatangira paMIKUKU. 

Ndatenda. 

Iyezvino #Wakandikoshera_Mufunge nekuti ndakunamata.❤️❤️❤️❤️❤️

 


ABOUT AUTHOR

staff reporter
staff reporter
Staff Reporter for Zimbolivenews.com & Zimbolivetv.vom



FOLLOW US