News

Celebs

Celeb News

Celeb News

17 Nov, 2019 | Posted By: staff reporter
Zvandasangana Nazvo Mukufamba Guhwa Aunty Jenny Anko Ged

Chabva Ku PH Facebook group 

 Ndaona nyaya ya mother vataura kuti imba yakatsva and one of her friends sought help on Jackie's page then pakazoshaikwa transparency. Zvakamboitika kwandiri nevaya vanonzi Aunty Jenny's lounge vanorunner Zimbo Live tv gegege rega ndiseke zvangu kkkk.. Ndakawirwa nedambudziko sometimes last year and ndaive ndiri pasingaiti ndikataura nyaya yangu kuZimbo live inini ndaisatsvaga relief but ndaitoda kubatsirwa kutsvaga munhu anga andibira,  Well as you know kune vanhu vanemoyo wakanaka some people opted to help me out since ndanga ndave stranded apa muforeign country. Ndaitove palive aunty jenny nemurume wavo vachitaura nyaya yacho people started sending them money kuti vandipe pakatumirwa mari svinu chaiyo yekuti yaitoreplacer yandanga ndabirwa nekuti ndaitoona ma confirmation evanhu pama comments but ndakaona mashura chaiwo she sent me 80 pounds or 60 handichaziva zvikanzi ndiyo yega yatawana mafriends angu aivawo palive vakavhunduka nemashura iwayo ndakatozoona kuti ndogame ravo rekutaura nyaya dzevanhu vachivatsvagira help in a bid yekuda kujuta zvavo these people havasvitsi relief inenge yatumirwa nevanhu vanodya mari dziya vosvitsa nuts chaidzo kuvanhu vanofana kuwana help... imika pandatoona haJackie hazvina kundishamisa aunty jenny ve zimbo live tv musavaona matama aya zibaba ravo riya vakandijuta ndakasara ndakasimudza maoko just that panguva yacho i was really in a tight position so I just ignored and faced my God to see me through.

Aunty Jenny Mwari ave nemi I STILL KNOW WHAT YOU DID LAST SUMMER... Kudya henyu nedambudziko rangu


ABOUT AUTHOR

staff reporter
staff reporter
Staff Reporter for Zimbolivenews.com & Zimbolivetv.vom



FOLLOW US