Thursday, May 09

Celeb News News

May 08, 2024

Madamboss na Mhofela Voti Pane Munhu Arikuda Kutiuraya Arikutumira Vanhu Kutitevera Takapazirwa Motor Tanotenga Hembe Dzemwana

MADAM Boss’ husband, Ngonidzashe Munetsiwa, suspects the celebrity couple is being stalked by some unknown people. Mhofela, as Ngoni is fondly known in social media streets, said this after his wife was robbed in yet another case of “smash-and-grab” while doing a school run yesterday. The comedienne’s Range Rover was damaged while her Samsung cellphone handset was taken by the thieves. “Ndapwanyirwa mota yangu this morning. Beware of thieves guys, don’t leave your valuables in your car. Hope it’s not what I am thinking vavengi vacho vawanda.           “Am discovering kuti ndabirwa my Samsung futi,” read  Madam Boss’ post on social media. Her husband Ngoni tol

May 07, 2024

Ku America Nigerian Hakuna Celebrity Rino Bhanisa Ma Blogger Sezvaitwa Na Kamuchacha Kubhanisa 150 Mabloggers Anoti A trende

Ku America Nigerian Hakuna Celebrity Rino Bhanisa Ma Blogger Sezvaitwa Na Kamuchacha Kubhanisa 150 Mabloggers Anoti A trende     Mai TT Has got some of Zimbabwe's top bloggers banned because she got jealous that they were making money on social media. The list of top bloggers banned include    Ketina Musomera Rutendo Samaz  Tete Mildred  Swagger  Baba Harare  Tete Masvanda Parricia Jack  Pamela's Tamura  Fungai Mutisi Madam Boss  The list is endless         

May 06, 2024

Mashura Kamuchacha Oroyesa Gilbert Dzvonyo Yake Haichamira Yave Yekuitisa Weti Chete Sekuru Veku Gokwe Votaura

Mashura Kamuchacha Oroyesa Gilbert Dzvonyo Yake Haichamira Yave Yekuitisa Weti Chete Sekuru Veku Gokwe Votaura          

May 06, 2024

Vakuru Ve ZanuPF Voti Kamuchacha Ndaabve PaFacebook Arikushungurunza Vanhu Tinomudzorera Ku Chikurubhi

Vakuru Ve ZanuPF Voti Kamuchacha Ndaabve PaFacebook Arikushungurunza Vanhu Tinomudzorera Ku Chikurubhi.   Dear Meta Team, I am writing to bring to your attention a concerning issue regarding a Facebook page operated by Felistas Murata known as Mai Ts Diaries with over a million followers.It has come to my attention that Felistas Murata was deported from the United Kingdom due to allegations of fraudulent activity, including scamming individuals out of money.     Furthermore, it has been reported that Felistas Murata is attempting to silence individuals who speak out against her actions by attempting to shut down pages that expose her behavior. As a concerned user of your platform, I believe it is important for Meta to be aware of such instances, as they po

May 06, 2024

Linda Musarira Abiswa Ziso Nemurume Wake Mushere Abubata Arimumubhedha Akarara Nemwana Wake

Woroverwa kuvhunza kuti chii chirikuitika pano wabata vanhu. Ndangoti Mwari itai kuda kwenyu ndega handigone” Linda Masarira, the LEAD President just posted on a Domestic Violence issue. They will be in court later on today (Monday, 06 May 2024)                 Woroverwa kuvhunza kuti chii chirikuitika pano wabata vanhu. Ndangoti Mwari itai kuda kwenyu ndega handigone” Linda Masarira, the LEAD President just posted on a Domestic Violence issue. They will be in court later on today (Monday, 06 May 2024)

May 06, 2024

Kamuchacha Azofongorera Museve Ma Blogger Ese Reporting Kuna Zuka Kuti Abviswe Pa Social Media

Kamuchacha Azofongorera Museve Ma Blogger Ese Reporting Kuna Zuka Kuti Abviswe Pa Social Media         Mai Titi gara pasi Taneta newe wanzwa Tine nhau dza mai tt Felistas Murata. Kubaka baka family huyai mese Vakabirwa mari dzeround, vese vakaitwa threaten vakabuda muZimbabwe nekutya Felistas Murata vese varikuitwa blackmail vese vane hama dzakashaikwa dzaenda kunosangana naye huyai tiite report page rake nekuti zvese izvi anoitira pano pafacebook saka chekumirira hapana munhu angarambe kubhadhara mai vekufirwa nemwana mari yavo nanhasi anoharasa vanhu achinyomba vanhu vaakadyira mazimari No right to the music played background copyright infringement ended.          

May 05, 2024

Shamwari YaMai TT Yofumura Zvese Hanzi Vana FiFi Vanodyiwa NeZvikomba Zvavo Ana Obina Vakapedza Shungu Kuvana

Shamwari YaMai TT Yofumura Zvese Hanzi Vana FiFi Vanodyiwa NeZvikomba Zvavo Ana Obina Vakapedza Shungu Kuvana            

May 03, 2024

Uebert Angel Arikutsvagwa nePolice Hanzi Akabhadhara Mhondi Kuti Dziuraye Java

Uebert Angel Arikutsvagwa nePolice Hanzi Akabhadhara Mhondi Kuti Dziuraye Mumwe Muporofita Controversial preacher Uebert Angel, whose real name is Uebert Mudzanhire, is reportedly facing a police investigation following allegations that he hired assassins to kill a rival church leader.           According to The Standard, a report was made on April 26 at Harare Central Police Station alleging that Angel was linked to an alleged plot involving two suspected South African hitmen hired to kill Batsirai Java of the Tabernacle of Grace Church in Harare. Angel, who is President Emmerson Mnangagwa’s special envoy to the Americas and Europe and Java have been involved in a long-running rift feud.         &nbs

May 03, 2024

Tytie na Kiki Vonzi Mafongorera Museve Nema Zimba Arimu South Africa Kuratidza Mazi Mari Amurikuita Muchabirwa Kana Kuurayiwa Mujoni Hamuratidzwe Vanhu Kuti Unemari

Tytie  & Kiki Vonzi Mafongorera Museve Nema Zimba Arimu South Africa Kuratidza Mazi Mari Amurikuita Muchabirwa Kana Kuurayiwa  Mujoni Hamuratidzwe Vanhu Kuti Unemari.             Vakuzofa why vachiratidza Mari dzavo hauzivi anokuvinga ah. Dzungu RiRi APA mujoni ndemekuratidza vanhu kut unemari hre. Muchahekerwa account mukabirwa mari .but thanks for the information tho .Asimusiwamunovingwa nepfuti kunzi tipei Mari .muchazoonakuti zvimwe dai makanyarara .am saying this out of care .most people ruins beautiful things. Zvakanakisa izvi. Mwari munyengetero wangu ndewekuti vana ava vachembere vese in Jesus’s name. Keep on keeping on guys in Kiki’s voice         Ndafarira pamati do

May 02, 2024

Roommate Ya Mhofela Murume Wa Madamboss Yo Fumura Video Achi Depotwa Ku Germany Zbinonzwisa Tsitsi

Roommate Ya Mhofela Murume Wa Madamboss Yo Fumura Video  Achi Depotwa Ku Germany Zbinonzwisa Tsitsi                 

1 2 3 4 5