Sunday, May 19

Celebs News

April 23, 2024

Ray Vines Achirohwa Nema Youth E ZanuPF Hanzi Atyorwa Makumbo Nekubiswa Mazino

Ray Vines Achirohwa Nema Youth E ZanuPF Hanzi Atyorwa Makumbo Nekubiswa Mazino                he Rise And Fall Of Ray Vines Ndiko kekuti Zanu pf ndikukupai 4 months kuti mubve pachigaro kaaa aka 😂🙌, Hanzi andisi kuda zve Kaimbozviita Superman pasosho media apa real life ibete zvaro 😂 Ndozvichaitwa Elvido izvi first time take kuenda kubhawa Handimufarire hangu but this is wrong kana munhu achimamiswa tokumbiro kuti muvhare maFace bcz aka kanotarisa ngakamamiswe asi vharai maFace..vekurova officer Vaya vakazobatwa ..ndatenda             Whatever he did but zanu pf ndeyekumama muri vekumama This is abuse, and everyone is laughing. Zvakaipa asi, Ray Vines if you are s

April 23, 2024

Pakaipa Mai TT Vopindura Patricia Jack Nguruve Iwe Haugone Ku Actor Unopfeka Seni Unodakuita Kunge Ini Hauna Mari Unosemesa

        Wakaromba iwe usatipa pressure chiiko iwe ,True vnhu tsvagai nyaya dzenyu muvone ma views kwete kungonzi magona kutuka ma tt Munonyanyawo mai titi ikozvino masungisa mwana asina mhosva karma is cumin Mataura chokwadii apa vanongorwadziwa zvisina bsq, Asi zvazvakanakira pane vese hapana akambo sungirwa humbahva hwekuda kubira vanhu, Haisi kutuma and hauna wawataura. Ipapo haurevi nhema Vaudze chokwadi mmai TT varwadziwe kahwani chokwadi kazhinji chorwadza ndoondava tisingabudiriri mazimba bcz hatina mweya uya wekusimudzirana but wekumoka ndoowakazara kunzwa tiii nhingi aporonga vanenge vatoona chekupinda nacho pasocial media vachida kuedza kutoiita business nazvo asi paanonzi aita chakanaka panouya vaviri vatatu vachikorokotedza ruzhinji tinenge t

April 23, 2024

Mai TT VoRetalieta Ketina Hure Iwe Haugone Kuimba & Hauzi Landlord Seni Hauna Imba Basa Kutiratidza Durawall Nezvidhina Zvinzwireyi

      Matt bhadarai chikwerete ndarwadziwa hangu namai vakashaikirwa nemwana mungazwirove henyu chipfuva asi misodzi iri dangerous .ipai mai vekufirwa nemwana mari yavo zwimwe ndezwime.  Wakaromba iwe usatipa pressure chiiko iwe ,True vnhu tsvagai nyaya dzenyu muvone ma views kwete kungonzi magona kutuka ma tt Munonyanyawo mai titi ikozvino masungisa mwana asina mhosva karma is cumin Mataura chokwadii apa vanongorwadziwa zvisina bsq, Asi zvazvakanakira pane vese hapana akambo sungirwa humbahva hwekuda kubira vanhu, Haisi kutuma and hauna wawataura. Ipapo haurevi nhema Vaudze chokwadi mmai TT varwadziwe kahwani chokwadi kazhinji chorwadza ndoondava tisingabudiriri mazimba bcz hatina mweya uya wekusimudzirana but wekumoka ndoowakazara kunzwa tiii nhingi ap

April 21, 2024

Mashura Irish Citizen Mazepe Oporofita Kuuraya Allience Mutsago Mushure Mekunge Amutuka Kuti Ngochani Zvionereyi

Mashura Irish Citizen Mazepe Oporofita Kuuraya Allience Mutsago Mushure Mekunge Amutuka Kuti Ngochani Zvionereyi.           Handiti uri driver I want to show u how powerfull am I ndokukudubura this year ungatiti ngochani  zvitako iwe hausi ngochani nechimuviri chako chinechitumbu chakazara maheu zimhino serinda rakavakigwa namatombo chikukuvata vata chemunhu            

April 20, 2024

Mhofela Votakurwa Kunge mwana pa airport na Madamboss

Mhofela Votakurwa Kunge mwana pa airport na Madamboss  Hiiii kwenyu mosimudza varume huyai muone shura honai zvikumbo kunge kamwana nhaimi🤣🤣🤣                     Rudo Mutoriro zvawakutaura zvatovewo zvako izvo ,chatoziva Mhofu vakachata naDudu Hapana mukadzi anovengwa semukadzi anodiwa nemurume wake Kana usati wamboroorwa haungambozvinzwisise wangu     😂😂🤣🤣Zvinoitwa nevari murudo chte kna usiri hauzvinzwisise. Uyu anokurwadzai but chekuita apana iwe simudza wako ka nhai ndorudo ufunge vakatsidza pamberi pechaunga Chipoko ichi musinguru chete busy pa facebook chakarova dollar sign  

April 19, 2024

Mai Va Levels Chill Spot Vosungwa Nenyaya Yephone Teluba Yavanga Vapiwa Na Kevels Zvinzwirewo mashura

Mai Va Levels Chill Spot Vosungwa Nenyaya Yephone Teluba Yavanga Vapiwa Na Kevels Zvinzwirewo mashura          

April 19, 2024

Kikky Oti Pfutseki Wenyu Musada Kunyepera Kuti Munotida Makadii Kutida Kudhara Hatina Mbinga Kumberi Kwedu Tengererai Vana Venyu Ma Pumpers

Kikky Oti Pfutseki Wenyu Musada Kunyepera Kuti Munotida Makadii Kutida Kudhara Hatina Mbinga Kumberi Kwedu Tengererai Vana Venyu Ma Pumpers.                   Kkk now I understand pamakati ma comments haanabass kk aaa c section yacho chaiyo iri bitter, Hes vanhu vangu love you guys andidi nemi mhani ndikunzwa kuda kuisa iri audio Chimbodzikamai hamusati mavanemari manzwa? Kiki kana usina zvekutaura nyarara tytie ataure at least amature akutaura zvinobatika. Saka Zuka ndiye akati itai henyu zvemupata.  But Makoti wedu akanaka kudarika murume uye anofitwa nehembe kupfuura murume love u Makoti wedu tarisa smile yamakoti From Pretoria.       Mukandiona ndichifara chimbondisiyai lif

April 18, 2024

Mai God Bhuresi Second Lady Mukadzi Wa General Chiwenga Vakachena Zvinovengwwa Nevaroyi

Mai God Bhuresi Second Lady Mukadzi Wa General Chiwenga Vakachena Zvinovengwwa Nevaroyi        This is beautiful Zvekuzoti murume wake imoving grace akamukira kumakuva yatove imwe nyaya        

April 18, 2024

Pokello Opopota Hanzi Taurayi Kwamaskwera Handina Kuita Secret Wedding na Emmerson Mnangagwa Jr Ini Ndisiyeyi

Businesswomam Pokello Nare has dismissed as false allegations that she secretly got married in Victoria falls on Monday. This comes after the rainforest area of Victoria Falls National Parks was temporarily closed from Monday 4pm to pave way for a special event.           Social media was abuzz with speculation that Pokello was getting married at a private ceremony in Vic Falls. Responding to a follower who congratulated her following the wedding, Nare said: “Do you really believe all the foolery you read”.     Businesswomam Pokello Nare has dismissed as false allegations that she secretly got married in Victoria falls on Monday. This comes after the rainforest area of Victoria Falls National Parks was temporar

April 18, 2024

Kufumura COS Scammer Millicent Nyangani Akatsotsa Vanhu 3500 Pounds Wanted By Police

This girl claimed to be Pamela, as care coordinator, she came for the money Millicent Nyangani is the girl who coordinated everything and appears in the photo with that celebHi Pamela, I trust you are doing well , a Zim friend of mine told me about your page , I have been scammed by 2 ladies and one guy .               They promised to bring some relatives back home to the uk for care work and charged £35,000 for it , after paying them , they issued fake cos and disappeared, they have blocked my lines , I do have a lot of evidence of this evil people,I will be happy if you can help me post them and find them avoid others falling victim of their scams. Millicent Nyangani is the girl who coordinated everything and a

2 3 4 5 6