Stupid podcast chinja Zita ungoti makuhwa podcastOllah doesnt have emotional intelligence ??♂️... kungofunga maviews chete murume mukuru.. do u know its illegal discussing someones medical records..Takambozvitaura kuti Ollah ngaamiswe…chaunga chikati ndomaitire ePodcast… this podcast is causing more damage and harm in people’s lives…does the guy behind the mic give a hoot…haaaiii he only cares
about likes and loves on his platform…Ollah if you are trained journo kindly go back to the drawing board and make money in a smart way!Noooooo mhani you are now crossing the line nooo??I don't think it was necessary kt zviuye pamhepo kumutsa Ronda what if Mai Nyathi vakazviuraya..Olla Olla chimbowiisa vanhu vanotengesa
especially vechikuru vatiudze kt takamukira kuMbare kwemakore akati toita Simba rehustling uye kuchengeta vabereki not izvi... #deformation of characterChatochikumbiro kujustice system imbo setter example patype dzevanhu vakadai ava mumwe akambonatsovharirwa zvogona kuti batsira