Kwanzi baba na mai Ndudzo vanova Tallyn we Gaka tv parents vakavhara munhu mari ye cos😀😀😀😀Kana otukwa vanhu vomuita saint munotamba nemunhu aikurura ring pazvitunha dzezvichembere zve varungu imbavha busy kutuka Mai Fifi humbavha munyudzu same fanana iyo firita Felly senani 🤣🤣🤣
Zvakaoma kuita murume anokoira zvinoonekwa nenyika yese mabishu anoshaya zororo kkkkkkkkBaba Harare vakazviwanira apa ,ahhhhh musikana akashaya apa ,she deserve better than that.Sando kuna Ketty akatipa jist rekukwirana kwaBaba Harare naTariro...Papink apo zvirikubuda so sweet🔥🔥🔥
Suweji iri kungoyerera pose-pose, kusanganisira pedyo nedzimba, kuChitungwiza izvo zvinogona kukonzera kupararira kwakanyanya kwecholera zvichitevera kunyuka kwakaita chirwere ichi kunzvimbo zhinji dzenyika
Zvaikozvino ava ndovari kuremera mastreets 💯 Vakaona mumwe mukadzi aposta pasi pachicorner paanorara & she thought hmm apa pakutoda bed apa, then ndobva vaenda kutonobhadhara bed iye neheadboard straight away! Kutombokanganwa kuti kune chinonzi budget, vakamhanya kunotengera umwe mukadzi bed! Hazvingowanikwi wanikwi izvi.Tajaira vakadzi vanoseka vamwe vakadzi mukushaya nekuomerwa kwavo not vakadzi vanomhanya kunotenga mubhedha vakaona mumwe mukadzi achirara pasi😢😢 Sando dzenyu Mai Dheko and dai Mwari vawedzera pamakatapudza. Zvaikozvino chimuti ndimi munacho. Much respect💯💯💯 Thank You kechi2 Aunt Joyie Zimba 🙏🙏🙏
Tatelicious dzangova nharo wapera.Kubva pawakabva kumachoni hausisna kaThat.Zvinakidza uchitaura nembwa dzako muchidya mufull chicken uchishainira vanhu nefridge iya yemagodo😂😂😂
Pfungwa dzekutora mhofu dzisati dzabata
Iwe Majuzi wanga wapedza kuchema mukadzi zvenguvai??? Haana kana week afirwa nemukadzi anga akutotsika jaivhi ku borrowdale race Cos uko.kuita kutamba kunge asina kufirwa
Ende mimba yaTariro yakamufita 🔥🔥 Wakagona Tarie wakaitira daddy Salisbury mimba mabhishu akawanda ayive akataimira hubby wako 🤸♂️🤸♀️🤸♂️🤸♀️
Nhengo ya Stunner turns women into celebrities ....Dyone Marketing strategy..Dei mbinga dzamuonawooStunner For President 🔥🔥
Kamil Mhuru iweeeeee shaaa Chichi wawave kuktuka nhasi haasiriye akakupa mari kuwanzi na Styles huya ndikutsvagire mhene kuTurkey akakurasisa ukazopihwa mari naBawslady yekuhodha. your new shop hapana mari yaChichie here that u never paid bek