Saturday, April 27

General Opinions News

March 12, 2024

Mashura Mupurisa ZRP Tarisai Madondo Obata Mwana Ane 15 Years Chibharo Izvi Zvaita Asungwe Onzi Anopika 15 to 20 Years Nyaya Yacho Yakaoma

Cop jailed 15 years for raping a studentRushinga-based police officer Tarisai Madondo was sentenced to 15 years in jail yesterday at Bindura regional magistrates courts after raping a lower sixth student.           Madondo was jailed by magistrate Amos Mbobo yesterday after a full trial.Rushinga-based police officer Tarisai Madondo was sentenced to 15 years in jail yesterday at Bindura regional magistrates courts after raping a lower sixth student. Madondo was jailed by magistrate Amos Mbobo yesterday after a full trial. Prosecutor Edward Katsvairo told the court that the complainant boarded a bus to school in Rushinga.             She sat next to a police officer who was clad in

September 19, 2023

Doreen Onzi Mwana Wake Chirema Tichamutuka Everyday Vanotuka Vanhu Vane Edzi Wsni Ngaasiye Olinda

Uyu chero akatukirwa mwana handibatikane       Anotukwa vanhu vane aids kunge iye asina ,mhuri yavo asina ndeupi , uyu tukirai mwana zvekuti nekuti isu tine vabereki ,Hama shamwari dzakafa nechirwere ichocho not kuti vaida or vaihura         Ignorance at its best kune ma deadly disease ariko cancer etc not hiv , uyayo doreen mai vako vakazvitaura pa audio yakabuditswa na mai tt paye Usanyepere kudzungaira       Ana baby daddy vako vese 3 vakakumitisa vaive negative usade kutiita mapenzi         Kuzvarwa mumhuri iyi it's a curse, unenge waita munyamaKuthreatener life yevamwe achiti ndokurovesai kunge ndiye mai vematsotsi emujoburgChorema chake chero chikatukwa 2

June 14, 2023

Baba Avo Ndovarume Zvee Kudzidzisa Vakadzi Kugeza Chiweti Hanzi Gezai Kunze Musaise Chigunwe Mukati Megambi

Baba ava asi vane hukama nakabelo mabalane wekwaito music umm ende vane ka that wena especially paya pavaiti kana uchigeza haufaniri kuisa chigunwe mukati unongogeza pamsoro nekuma lips umm ndabva ndanyatsoona kuti vari romantic😘

June 13, 2023

Maitt Fan Cat Family Irikuchema Mai Vavo Vasungwa Vati Senyika Hatinamatei Nekutsanya Week Rino Rese Mai Vabude Mutirongo

Nditukei zvenyu but my heart is bleeding ryt now where's my Cat mom gys nhaii Mwariii mati ndinyarirepiko iniii πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”koimi vanhu maipireiko amai vedu motor kaniiii 😭😭😭😭😭😭😭😭😭

May 31, 2023

Maitt Ukuedza Kuva Strong But Deep Down You Are Not Ok Uri Stressed Maziso Kuratidza Watombochema But Zvishingise

Mai Tt uri kuedza kuva strong zvako but your eyes ari kutaura ega kuti uri stressed zvekudaro, watombochema. Ramba hako uchizvishingisa zvinopfuura but ish damage yacho ma1 chaiyo.

May 13, 2023

Kana Urimurune Terera Shadaya Learn Or Perish Usaroora Mvana Look At Tytan Now Oita Chiseko Chenyika Yese Haana Vabereki Here Mwana Uyu

Kana uri mrume teerera shadaya learn or perish,osaroora mvana nvr in ur life look at Tytan now,kune vakadzi vane vana komana osabvuma muroora mvana nvr in ur life imi varume dzidzisai vana komana venyu kuzvishandira,kana makarambana na na mai vacho.potai muchinotora vana komana venyu teach thm.hw to work and make money,kt vasazvoroore mvana cz of nhamo,Mvana ndedzekuenda nadzo ku bhawa mosvira mudzipawo ma 100 rands kt vatenge ndzodora vadye ne magora awo handiti hadzidi kushanda,osaise mvana mumba or else ochagara ochi chema uri mrume, LOOK AT TYTAN zvakuitwa na OLINDA kusvoteswa na STUNNER evn TYTAN akaita galfrnd varume vanobvumidzwa barika its his right kuroora vakadzi vaanoda

April 28, 2023

Mhosva Mama Vee Murume Chaiye Ane Mabhora 2 Mubhurugwa Haafariri Zvaurikufarira Izvi Kwana

Murume chaiye mama vee haafarire zvaurikufarira izvi iwe adhimaya ndirikutsvuka hee ndiri kuglower kuglower kwemunhu rume kunoda kunzwi usada kutisemesa.

April 21, 2023

Jackie Ngarande Oti Mwari Ndiregerereiwo NekuMarcha Kwandakaitain 2017 Takajamba Weti Tichinovira Mudhodhi Onyora Nhoroondo Yehutsinye HweZanupf

Jackie Ngarande onyora nhoroondo .in 2017 I'm one of the people vakabuda vachi Marcha. Mwari variko kudenga munoziva moyo wangu Ndiregerereiwo ndakaita mukusaziva ndakaita gundamusaira ,ziyemde ziyende.....Read more

October 01, 2021

ZESA Workers Give 2 Weeks Notice For Pay Raises Or Stop Working

Workers at the Zimbabwe Electricity Supply Authority (ZESA) have warned authorities they will down tools in two weeks time if their salaries are not reviewed like what has been done for controversial “consultants” recently recruited by the company. On Wednesday, the workers under the Energy Sector Workers Union of Zimbabwe (ESWUZ) sent a letter to the Public and Social Welfare Ministry notifying it that they were organising to stage a demonstration at the offices of management and amplify their quest to have salaries reviewed upwards. “Notice of intention to resort to collective job action,” read part of the letter seen by Nehanda Radio, stamped by the Ministry. The demonstrations were supposed to be conducted today (Thursday) but a followup by Ne

January 13, 2020

Zimbabwean Musicians Varikushandisirana Mushonga Myth Or Truth

Over the last few years certain musicians have been accused of using juju to to make themselves superstars. Some have also been accused of using juju to bring other musicians down. The practice of using mushonga is something that business people and political leaders have been accused of doing for years. Over the past two years people in the music industry have accuses some zim musicians of using N'anga to make them huge superstars but because these musicians are so powerful its something thats spoken behind closed doors. Just for debate sake does using Mushonga really help in the music Industry? Let think about it logically so getting someone to give you JuJu will that make musicians write a great song? Lets use Sadza neMuriwo for example Jah Prayzah writes the lyrics for the

1 2