Hanzi Blah Gidza Vamboedza Kumiramira Vakarohwa Mbama Murume Mukuru Kuzviitira Manyoka. Hama wee hanzi ancestor vakabhomorwa vakarira se gurwe kiti ichiti mew meow neuko!! Mwana Uyu ihurumende tine hurumende muno ndati mwari wezvidhakwa ahoooi gurundoro mu ripiko! Hehehe ndimwari wemunhu wese chero zvidhakwa Hanzi kubhomorwa mhuri yese Kune ruzvimbo rukuru kurakashwa zvekurakashwa zviya! 2 days mhuri ichirakashwa bayayi live kana makatitarisa Hama dza ancestor Dzine juice ndati! ndati kana mazogara musatambe or kuseenzesa mazita evakuru! Jones tauraka iyi Vakuru havangotenderedzwi zvechihwaihwai Tati yena faka ejeli Mucharirega dzungu Kana musina kurakashwa mukazvimba feci mu
Mhondi Yanga Yatumwa Kuuraya Madamboss Yofumura Zvese Nyaya Yave Kuma Lawyer Zrp Karikudzoka Futi Mujeri Attempted Medhaaa. Mhondi Yanga Yatumwa Kuuraya Madamboss Yofumura Zvese Nyaya Yave Kuma Lawyer Zrp Karikudzoka Futi Mujeri Attempted Medhaaa This is a sad situation Madam Boss , seek for extra security, vamwe vavengi havana matyira kuti you are aware and the police are aware. Hire more security please Madam Bosss The devil is a liar🙌you walk under God's protection nothing will happen to U.,and may all the enemies put to shame in Jesus 's name.Amen May God fight against those who fight against you. I declare Psalm 35 for you, my sister. It is well, God is in control. I speak the fire🔥🔥🔥 of
Tine Hurumbo Nhumbu YaKiKi Ya Svotoka Mushure Mekupihwa BP NeInterview Ya DJ Ollah Vanhu vemaskits mune madrama imi all these in the name.of content creation here ?? Ayaaass even mukatoona rufu papage pano coffin raKikkie richipinda muguva munenge muchingoti content kkkkk....not everything is about content, kana nhumbu yabva yabva hant pane vaenda kuhospital...unless makuti manurse vakuitawo content nevana ini kana nhumbu yachona handina kumboiona ini kkkk content manyama varikuti preparation makaion here vachienda nayo kumba kana kuti yayingoperera mushop coz vai advertiser kkkkk Aripo ambozvitaura kuti kuchipatara kukudzokwa nemscarriage muc section Bro zvimwe zvamunouya kuzoudza vanhu pafacebook hazvitaurwe Sandiyo nyaya yekuti
MADAM Boss’ husband, Ngonidzashe Munetsiwa, suspects the celebrity couple is being stalked by some unknown people. Mhofela, as Ngoni is fondly known in social media streets, said this after his wife was robbed in yet another case of “smash-and-grab” while doing a school run yesterday. The comedienne’s Range Rover was damaged while her Samsung cellphone handset was taken by the thieves. “Ndapwanyirwa mota yangu this morning. Beware of thieves guys, don’t leave your valuables in your car. Hope it’s not what I am thinking vavengi vacho vawanda. “Am discovering kuti ndabirwa my Samsung futi,” read Madam Boss’ post on social media. Her husband Ngoni tol
Ku America Nigerian Hakuna Celebrity Rino Bhanisa Ma Blogger Sezvaitwa Na Kamuchacha Kubhanisa 150 Mabloggers Anoti A trende Mai TT Has got some of Zimbabwe's top bloggers banned because she got jealous that they were making money on social media. The list of top bloggers banned include Ketina Musomera Rutendo Samaz Tete Mildred Swagger Baba Harare Tete Masvanda Parricia Jack Pamela's Tamura Fungai Mutisi Madam Boss The list is endless
Mashura Kamuchacha Oroyesa Gilbert Dzvonyo Yake Haichamira Yave Yekuitisa Weti Chete Sekuru Veku Gokwe Votaura
Vakuru Ve ZanuPF Voti Kamuchacha Ndaabve PaFacebook Arikushungurunza Vanhu Tinomudzorera Ku Chikurubhi. Dear Meta Team, I am writing to bring to your attention a concerning issue regarding a Facebook page operated by Felistas Murata known as Mai Ts Diaries with over a million followers.It has come to my attention that Felistas Murata was deported from the United Kingdom due to allegations of fraudulent activity, including scamming individuals out of money. Furthermore, it has been reported that Felistas Murata is attempting to silence individuals who speak out against her actions by attempting to shut down pages that expose her behavior. As a concerned user of your platform, I believe it is important for Meta to be aware of such instances, as they po
Woroverwa kuvhunza kuti chii chirikuitika pano wabata vanhu. Ndangoti Mwari itai kuda kwenyu ndega handigone” Linda Masarira, the LEAD President just posted on a Domestic Violence issue. They will be in court later on today (Monday, 06 May 2024) Woroverwa kuvhunza kuti chii chirikuitika pano wabata vanhu. Ndangoti Mwari itai kuda kwenyu ndega handigone” Linda Masarira, the LEAD President just posted on a Domestic Violence issue. They will be in court later on today (Monday, 06 May 2024)
Kamuchacha Azofongorera Museve Ma Blogger Ese Reporting Kuna Zuka Kuti Abviswe Pa Social Media Mai Titi gara pasi Taneta newe wanzwa Tine nhau dza mai tt Felistas Murata. Kubaka baka family huyai mese Vakabirwa mari dzeround, vese vakaitwa threaten vakabuda muZimbabwe nekutya Felistas Murata vese varikuitwa blackmail vese vane hama dzakashaikwa dzaenda kunosangana naye huyai tiite report page rake nekuti zvese izvi anoitira pano pafacebook saka chekumirira hapana munhu angarambe kubhadhara mai vekufirwa nemwana mari yavo nanhasi anoharasa vanhu achinyomba vanhu vaakadyira mazimari No right to the music played background copyright infringement ended.
Shamwari YaMai TT Yofumura Zvese Hanzi Vana FiFi Vanodyiwa NeZvikomba Zvavo Ana Obina Vakapedza Shungu Kuvana