Matt bhadarai chikwerete ndarwadziwa hangu namai vakashaikirwa nemwana mungazwirove henyu chipfuva asi misodzi iri dangerous .ipai mai vekufirwa nemwana mari yavo zwimwe ndezwime. Wakaromba iwe usatipa pressure chiiko iwe ,True vnhu tsvagai nyaya dzenyu muvone ma views kwete kungonzi magona kutuka ma tt Munonyanyawo mai titi ikozvino masungisa mwana asina mhosva karma is cumin Mataura chokwadii apa vanongorwadziwa zvisina bsq, Asi zvazvakanakira pane vese hapana akambo sungirwa humbahva hwekuda kubira vanhu, Haisi kutuma and hauna wawataura. Ipapo haurevi nhema Vaudze chokwadi mmai TT varwadziwe kahwani chokwadi kazhinji chorwadza ndoondava tisingabudiriri mazimba bcz hatina mweya uya wekusimudzirana but wekumoka ndoowakazara kunzwa tiii nhingi ap
Mashura Irish Citizen Mazepe Oporofita Kuuraya Allience Mutsago Mushure Mekunge Amutuka Kuti Ngochani Zvionereyi. Handiti uri driver I want to show u how powerfull am I ndokukudubura this year ungatiti ngochani zvitako iwe hausi ngochani nechimuviri chako chinechitumbu chakazara maheu zimhino serinda rakavakigwa namatombo chikukuvata vata chemunhu
Mhofela Votakurwa Kunge mwana pa airport na Madamboss Hiiii kwenyu mosimudza varume huyai muone shura honai zvikumbo kunge kamwana nhaimi🤣🤣🤣 Rudo Mutoriro zvawakutaura zvatovewo zvako izvo ,chatoziva Mhofu vakachata naDudu Hapana mukadzi anovengwa semukadzi anodiwa nemurume wake Kana usati wamboroorwa haungambozvinzwisise wangu 😂😂🤣🤣Zvinoitwa nevari murudo chte kna usiri hauzvinzwisise. Uyu anokurwadzai but chekuita apana iwe simudza wako ka nhai ndorudo ufunge vakatsidza pamberi pechaunga Chipoko ichi musinguru chete busy pa facebook chakarova dollar sign
Mai Va Levels Chill Spot Vosungwa Nenyaya Yephone Teluba Yavanga Vapiwa Na Kevels Zvinzwirewo mashura
Kikky Oti Pfutseki Wenyu Musada Kunyepera Kuti Munotida Makadii Kutida Kudhara Hatina Mbinga Kumberi Kwedu Tengererai Vana Venyu Ma Pumpers. Kkk now I understand pamakati ma comments haanabass kk aaa c section yacho chaiyo iri bitter, Hes vanhu vangu love you guys andidi nemi mhani ndikunzwa kuda kuisa iri audio Chimbodzikamai hamusati mavanemari manzwa? Kiki kana usina zvekutaura nyarara tytie ataure at least amature akutaura zvinobatika. Saka Zuka ndiye akati itai henyu zvemupata. But Makoti wedu akanaka kudarika murume uye anofitwa nehembe kupfuura murume love u Makoti wedu tarisa smile yamakoti From Pretoria. Mukandiona ndichifara chimbondisiyai lif
Mai God Bhuresi Second Lady Mukadzi Wa General Chiwenga Vakachena Zvinovengwwa Nevaroyi This is beautiful Zvekuzoti murume wake imoving grace akamukira kumakuva yatove imwe nyaya
Businesswomam Pokello Nare has dismissed as false allegations that she secretly got married in Victoria falls on Monday. This comes after the rainforest area of Victoria Falls National Parks was temporarily closed from Monday 4pm to pave way for a special event. Social media was abuzz with speculation that Pokello was getting married at a private ceremony in Vic Falls. Responding to a follower who congratulated her following the wedding, Nare said: “Do you really believe all the foolery you read”. Businesswomam Pokello Nare has dismissed as false allegations that she secretly got married in Victoria falls on Monday. This comes after the rainforest area of Victoria Falls National Parks was temporar
This girl claimed to be Pamela, as care coordinator, she came for the money Millicent Nyangani is the girl who coordinated everything and appears in the photo with that celebHi Pamela, I trust you are doing well , a Zim friend of mine told me about your page , I have been scammed by 2 ladies and one guy . They promised to bring some relatives back home to the uk for care work and charged £35,000 for it , after paying them , they issued fake cos and disappeared, they have blocked my lines , I do have a lot of evidence of this evil people,I will be happy if you can help me post them and find them avoid others falling victim of their scams. Millicent Nyangani is the girl who coordinated everything and a
Coward bully ugondiitei ?? Handigare harare huyai kuZvishavane mundisunge Wapera kamuchacha kupera kuti pee Nyadzildo nyadzi geeee kamucha Sunga Zimbabwe yese ,Hautonyare Zvakungoratidza pachena you behind kutengesa mwana beans ,Hamusi kuziva akabuda sei here?Only fans maisaziva pane maZimbabweans,Uchirukira mwana mask yepink neshinda dzevasungwa KO KUZAMBIA KE?KWAAKATANGA KUTRENDER ,BLACKAMAIL FOR A YEAR KO NDAISAZIVA PANE MUTEMO WEKUTI NYAKUSENTER NDIYE ANOFANIRA KUTOSUNGWA WORSE WAKO AVA NE 19 ZVAKUTOITA IZVI NDEZVEKUSHAYA DEI NYAYA YANYARWA WAS BUT NYADZI DZAPAKITI MWANA HAACHAZIVE ZVAKABUDA NEPI ,KUNDIZADZA KUMANEWS PAPER NDOMHOSVA HURU YAWAITA GEEEEEEEEEEEEEE E KUPERA NDOKUZIVA ,COWARD BULLY ,UGONDIITEI????? &nbs
MAT TT’s daughter, Felisha Muzeya, was in tears as she came face-to-face with her former teenage lover, Amir Mhaka, she now accuses of splashing her nude photos on social media. Felisha, 18, claims Amir, who is 19, splashed the images to hit back at her after she called time on their two-year relationship. The two met on Instagram and began dating in 2020 before the relationship collapsed in April 2022. Amir was arrested on Monday and appeared in court yesterday where he faced charges of transmission of intimate images without the owner’s consent. This is unlawful according to Section 164 E(1) of the Criminal Law Codification and Reform Act Chapter 9:3 as amended by the C