Thursday, July 17

General News

January 05, 2024

Zvakaoma Zvinonyadzisa Izvi Tytie Kwazoita Nudzu Manje Ya Kufumurwa Nekufumirana

Hameno zvanzi kune video tytie achiita video calling ne rimwe babe. Babe wacho ane Zamu vanoda vedu mupihwa ini ndichapa first 10 people and delete             Aiwa vane mikaka musauye kuinbox handina video 🤣🤣Izvo zvekuzoda kuonekwa kuti munodanana Kumunhu wese muchikanganwa Kuti kunze kune varoi ...ini andina kuona zvaenda kure hangu        

January 05, 2024

Shema TV Oti Aramwa Baba Ruva Avatadza Havaterere Murume Mukuru Anoda Kufudzwa Senge Pwere

Tinovimba makave negore idzva rakanaka. Isu takaritanga ne28 hours dzekusatovata nekuda kwenhau             dzakaburwa nabhudhi Baba Ruva. Ndakambenge ndaramwa ini, Sabhuku naMai Gray vakamira Mira chaizvo kuti huyai kwaChivi mutore munhu.             Baba Ruva & Mai Ruva decided kuenda kuMberengwa on 26December, ndikapa MaiRuva$20 BUSFARE+Exmas grocery. Baba Ruva takavapa mari yeExmas, Imwe mari takaitumira Sabhuku

January 04, 2024

Munyarigwa Orara Nemwana WeShamwari Yake Shupikai Mangoma 16 Year Old Haana Kusungwa Onzi Abhadhare 250usd For That

CHIEF Makoni has ordered a polygamous man to return a 16-year-old Form Four learner who was surrendered to him by her parents after he had slept with her.         Munyangarirwa who is my neighbour slept with my daughter early this year and I discovered it. My daughter eloped to him and stopped going to school. I am in pain because I had paid for her fees and examination fees, but she did not sit for the exams.           “My neighbour who already has another wife started abusing my daughter. To further compound the whole situation, Munyangarirwa went on to take a third wife. I reported the matter to this court, and he begged me to have an out of court settlement.         &n

January 04, 2024

Zvinorwadza Perpetua Muzingembuya Nemwana 4months Old Votsimbirirwa Mumva Nekuda Kwemvura Iyi Vachibva Vafa Sad MHSRIP

MUTASA teenager and her four-months-old niece died after a house they were in was reduced to rubbles by a sawdust landslide yesterday afternoon at Wattle Company’s Nyanga Pine Estate.When           The Manica Post visited the scene this afternoon, the house’s rubbles were all covered in burnt sawdust after the landslide following the heavy rains that were received across the province over the past week. All but a two-roomed blair toilet remained.             In an interview at the site, Wattle Company managing director, Mrs Victoria Jakazi said the bodies of the late Perpetua Muzingembuya (17) and her niece were retrieved immediately after the house was wiped out by the landslide.Th

January 04, 2024

Tatelicious Oti Ngatinamatirei Mhuri Yana Ketina Gogo Musalad Havatode Peace

Lets all pray for Mai Va Ketty vawanewo peace .   I wonder how she feels vachiona vana vavo vachirwa pa social media.            I know muma families hamushaikwe ma disputes and family politics but ZVEKWANA KETTY ZVIMBISHI ZVIKUKUTU.             NGATINAMATIREI MAI VA KETTY .  CHAVAKABATA MAI VAYE NEKU SHINHWA CHIKURU , CHIRI KUITA KUTI VANA VATUNGANE.   ZVAKAOMA !!!           #HOMWE_iHOMWE👏👏👏Mbuya iye haitodi peace I blv ikutofara soo. Ngatinamatirei zvimwe iyi mhuri ngatiisiyei soooQueen handisi kuona kunoenda nekunobva mhepo yemhuri iyi kunyange ndichazorarama ava vanhu I sarenda hangu

January 04, 2024

Congratulations Melisa Makwazha and Joseph Madziire Zimpraise Baba Namai Dzaringananyasha Welcome Baby Boy Dzari

Congratulations baba namai Dzaringananyasha welcome baby boy Dzari 🥳🥳         Mellisa Makwazha and Joseph Madziyire Zimpraise Zvobuda Izvo Vave Nemwana Mukomana Ku UK 🇬🇧 Kwavari 

January 04, 2024

Zvakashamisa Ruzhinji Rwe Zimbabwe Janet Manyowa Akazadza HICC Same Na Winky D

With Janet Manyowa filling up Hicc now Madam Boss and Mosva to host Stand up Comedy in 2024. Fill up HICC           2 Big shows, same venue, a day apart. Literally epic! Big big love for Winky D & Janet Manyowa…y’all pulleed it off nice n proper.          Boom bang baby!

January 04, 2024

Ketina Ofumurwa Aienda Kumba Kwa Doreen Achinotora Hembe Dzake Saka Iye Aitombochengetwawo Na Doreen

Ketty wakaenda kumba kwadorry nemhuri Yako mukagara 2mths muchidya free ukatora hembe               dzadorry dzaaisonesa dzinodhura ukaenda nazvo havasi tata here vakapfeka hembe yasimba??🤣🤣🤣🤣🤣       Ketina Oudzwa Wakutambira Kunonyudza Tokubholonja 😳😳🤪Tichakutamba Rafu Sis Hezvo Pakaipa  

January 03, 2024

Zvinonzwisa Tsitsi Zimbabweans In Poland Vochema Nhamo Kwasadza Kurinani

Mazimbabweans ari kuPoland arikutambura veduwee inhamo hedu munyika medu but nyika iyi yakafanana nekuenda kunotsvaga basa kuMalawi ivo variko vacho havataure chokwadi vanenge vachingoruma ruma asi hazvina kumira mushe,           plus mabasa Eko anorwadza muWarehouse ,driving vakuyeperwa masalaries nema companies arikuvatora ende vazhinji vakudemba kuti takaita wrong move ingori pressure hayo yekuti           takenda kuchando but hapana hapana we can't compare nana Australia uku ndiko kune nhamo yese muchanzwa variko kuzvi Defender imi muri malawi imi kune nhamo svinu kunhu kuye kugoti language futi muri pama1.

January 03, 2024

Police Officer Vasunga 360 Bus Drivers Voti Havachajaidze Vanhu Varikutyora Mitemo Yemugwagwa

MORE than 360 bus drivers were arrested this month for violating road regulations after they were caught driving above stipulated speed limits.         “In a concerted effort to enforce road regulations and enhance public safety, law-enforcement authorities have arrested at least 368 bus drivers during this month alone for speeding,” said police spokesperson Assistant Commissioner Paul Nyathi.         “Most of the arrests were made during the festive season holidays and we continue to urge bus drivers to respect the sanctity of life and their passengers.”Public transport operators have until tomorrow to comply with a           recent Government directive

257 258 259 260 261