Swagger Zvinorwadza Otuka X Wife Wake Vanhu VekwaMatwaya Mwana Wenyu Anga Ari Hure Akanditiza Akandirowesa Nematsotsi Akatora Mari Dzangu Dzese Ndakatambura Ndozvakaita Ndiite Ngochani 😳😳😳💔😭😭🤣🤣Sim 2 inosakadza veduwee honai manakro aange akaita anemkadz apa mkadz ngaanake wosiya uchda knofemerwa mgots nevamwe varume chii nhymi Akarwadziwa aive ne future swagger uyu he ddnt deserves this but zvakazoinda nepamwe we can't mention what he did to his relatives nevamwe ma friends very sorry kule swagger Wajazobleechireyiko nhai zvawangoca kamukonoketsamvarafuta apo waiva gentlemen aaaa pasi nehungochani pafair uchiri muru
Slay akagona munonyanya kuda kurova vanhu spaka halaz . Baleka slay queen mame mame akabirwa wakanya .$500 iyo pamwe kisimusi kune angapinde machena nayo,kwahi slay queen on the run 🏃♀️ Did she steal or its a relationship gone wrong...then she took part of her shares how can she drive two cars at once Huyai nenyaya yenyu zvakasimba Alabama how it's not adding up and $500 for 2 cars ishoma
Tsamba kumuzukuru Java the Gafa Dear mhofu Makadiiko ikoko ku America nemhuri.kuno haiwa kubvira kusiya kwawakatiita paye pawakavhura church pachikomo che Nyabuwe hatina kuzonzwa nezvako ko asi hausisina runhare here.lni ndinokuonera pa fone ya hendi teacher hanzi wakuprofita zvemhando yepamusoro. Ndakaona vanhu vesangano vachiti dhii nemagotsi ko wadii kumbodzokawo kumusha wopedzisa church yawakatanga asi haudi kunamata nevarombo.Ndimi dzako unenge wakutaura nevasikadzimu vevahera here aaaa mwana uyu.. Nhai mhofu ko makupfeka masiketi edu ataipfeka nguva yeWainera neburuka mumango yaa ndakati aaaa inga Mufundisi varikuchena watadza kupfekawo suit inga unofitwa ungakundwe naMr Chishambwe M
*Anodiwa Tete* Makasimba here Shava.Kuno ndiri mutano chaizvo chando chete.Mungatouya kuno ndikupei mabasa😂 kuno zvakaringana chihera Nzeve dzakuvhurwa nebluetooth Tete tekinorojizve museyamwa.Ikoko handivuyi Tete kuno ndokwangu. Misikanzwa ndakarega chihera asi miyedzo haipere kuvatendi mozviziva asi ndichazama kusiya hunhu hwedzinza. Ko hamusati mawanawo chidhara here ikoko chekundundurudzana nacho chando ichi mukupona here semukwegurika mafiyuzi akuita achiita weak.Chero chisisina mazino ndotambira tingadii.Muzvichengete Shava, pamuromo moita pashoma ikoko tingochengetedze mashoma mazino asara iwayo. Wenyu Bhudhi Mhofu❤️😂
December asvika pakusangana semhuri ‚Zvimuvhunzonhando izvi tisiye; “ko hausati waroorwa, “ko urikushandepi”, “ko hausati wanemwana” “kokuonda kudai chii”… “iTauro here iri🙄”… “KuEurope hakuna izvi or tinodai🙄🙄..Aiwaka hakusi kuEurope or Joza iZim itai zviripo. **Kana ati grosari ratorwa rese paborder🤦🏼 ingobvumai.. Lets just thank God nehupenyu „ todya mupunga nenyama, todzokera kwatoraramira tiri, tisakwidzane BP purizi…..🥹😏😏 NB**Musakanganwe anaMbuya paruzevha*
Iwe shugeta why usina kuposter babe wako birthday rake rakutopfuura usina kumuisa moyo wako uri kuna annah kaaa both of you tozviziva kuti hamugoni kuita move on chingorooranai zvipere Varume ava Ana anenge achiendeswa kwamachipisa uyu akaendeswa Dubai 😂😂😂 Never kuzviita wepasi vanoziva kudya Mari vanouya voidya womusiya wapasi odzoka kwauri 😂😂😂😂Ava marutsi akadyiwa yese girls idzi dzokusiya dzanyatsokusuka
Varume vane zvivindi😂🤣 kumitisa radio mtwakazi iya munhu anopaumba kunge mudzimu wabudira pachimumumu. The way she speaks ungati idhunyasi iye arimusvinu I saw her kn Sunday at the airport and i was so happy to see her j wanted to tap her shoulder and say its been a while we miss your posts and all then i noticed she had earphones and that was a sign that she doesn't want to be bothered. Its always good to respect a person's space as well as decisions, people are going through the most out there pregnancy is making her glow hake Unenge uchitraya kuzviraramira ka private life kako wobva wadhumhana na sisi Trayi
Tsamba kuna Mhofu/Hodzeko Munodiwa mwana wehazvadzi Ko wakadiiko ikoko Gerimani tinongonzwa kuti kunofarwa zvikuru.Ko kubvira paya pakazvarwa Dzabu hatina kuzotauraka.Yakadiiko mhuri nhai baba vevasikana.lcho chidiki ichi kufanana kwachakaita matama neni zitete rechihera. Chinzwaka mhofu shoko raita kuti ndinyore tsamba iyi.Muroora ndakataura naye achichema chishuwo chemurume wake unoziva Taira anochemaka uye ndakati pafiwa ndikaona kuti mukadzi wasuwa murume nhaiwe.ko urikuuya rinhiko Dzabu akuraka uyu. Zvauriwe mhofu mutorwezve nenyika ikoko.kana zvinhu zvisiri kufamba wadii wauya Iyirenda takanzwa kuti uyu wengozi yekwa Masomera arikubatsira vanhu nemakambani arikutora vanhu c
Mazepi uripabasa ketty akuti usaite life paPage pako asi kuPake kwaKetty unenge uchi paumba kubuda chififiro chaiko ukushandiswa Mazepi Ketty akaona kuti unodiwa nevanhu uye unokandirwa maStars akawanda nemafans now ketty ndiye akuita kuhora mastars watove Content yake becareful Mazepi uchatofira kutsikiswa Ireland kwawakaitwa 🤣🤣🤣Dai ariumwe aitosevha hake all this money because Ireland inotoda kusimbisa homwe yako pachiri pedyo and by any chance you get kana urimunyowani kuti kumberi zvireruke. Unless arikuplanner kugara mumba ma Ketinah mo for years.Skin chaiyo ichiri kuti here comes Mr Dotito but unoona munhu achiita dzun
Goodmorning my Facebook friends and fam , my apology its not nhoroondo we are looking for the relatives of Mr Milton Mkwesha who passed away on Saturday in Pretoria and he was a member of our Church so if you know anything at all that can lead us to his family that will be so helpful and kindly respond or send me a whatsaap on+27 64 272 7399 thank you