Tanya varidzi ve mari avo varikukutora ma pictures before even yeshop yamuri joint sis Poki na Jrn ava. Hayisi yako iwe utoriwo munhu ari kushandiswa same same baba G mafia. Kwana Tanya next time usarotomoke. 2months tichimufamba Tanya vese vane nyaya dzake hundzaiUyu achasiiwa manje manje na Poki ane ka dzungu
Baba Harare mutori mboko infact mutongoriwo gongomutoto chairo.Munoisa post muchitenda vanhu ava kuti hee dai musipo ndisiri chinhu kukanganwa kwamakabva.Muskana uyu anonzi Laura ndiye munhu akakumaketai pano muchiri kuimba zvana gonzo kuwainira kiti nanaguzuzu vanhu vakawanda vasati vatomboonemafacebook.Magogodera epano pasosho vanondipupurira kuti ndiri kutaura chokwadi .Fanika imi Auntie Jenny munonyatsomuziva Laura uyu ndimi makamhanya nemadrama ake mazuva acho. Masongs aBaba Harare akapushwa naLaura uyu she deserves recognition kwete zvenyu zvekushaina kuti hee asipo tag them nywee nywee. SEI ASIPO PALIST IRI??????????. He fo
Rwendo rwaBaba Harare kubva kuMasvingo netsoka vachienda kuSozibheri vachiridza wayiresi yejiti munhava💕😮😮
Si Tanya vazobuda pachena kuti Spa yavo - Essential by Tanya vakavhurigwa naBaba vavari kudanana navo. Vati ivo imimi munodyiwa motengegwa KFC ivo vanovhura ma Spa nekuendeswa on expensive holidays and shopping Sprees. Tati tingoonesana Kuti vakazonyepa vachiti vakatanga business neSipo yegorosi yoga tozovaite remaindi. Zvekuti you worked hard and built your business you are my inspiration muchazvirega, imari dzemusana idzi nedzekusvisvina magaka. Endai mohwa zvizere kuInstagram TwaaCommunityIt's one thing kupihwa Mari it's another to run and maintain a business Vamwe mopihwa mari motenga mabrazilian Ngaaudze vanhu Madhara acho anopa mari dze start aripi ne n'anga dzake. Kw
Aiwa vaMunetsi vanomira nesu as Zimbabweans zvakanyanya , Mwari vamuitire zvakanaka mkomanaMai Princess vanga vari kucourt nhasi and the culprits vazonzi vakasungwa zviri pamutemo so vakuita bail application. Zvavo zvavaida kuti vanzi vabuditswe because vakasungwa zvisiri pamutemo zvarambwa izvo. Great Hope thank you .Bail havariwane havo they are a flight risk munomacho vanema paper here vadii kungoiswa pa deportation sezvakaitwa nandipha na Bester nhayi
Mai komiki is slowly replacing pokello❤️❤️Not lady sqanda here Kunaka hakudyiwe anhuwoye everyone is beautiful in the eyes of the Lord....plus tese tochererwa kana tafa hapana anoomeswa
Wazogaya kaaa apa nhasi wagona kunyora Zita rake waimbotadza kutaura kaaa paya Remind her winkyvahayimbe mchongoyo or sungura nenge yake achiti mhino se greenpaper akwane Kutsvaka kuda kusvitswa shoko manje winky hanongereri zvemu bin hokoyo nema cane ikoko
😭😭Tadii taitira Buterfly go fund zvanyanya izvi.Kuzoona munhu overenga 13 tumasojeji tutiki tiki itotu shuwa mhuri kurarira 2 tumasoseji itotu😭.Masoseji anodawo ari 5 or 6 pamunhu plus ari mahombe.Zvakaoma hazvo Buterfly nhamo yazomusvuura😭😭Wadii waendawo kumaCOS nhai iwe wasiya zvekungodzengerera nanaShugeta ava marombe enyikaPa Zimbabwe it's normal kudya sadza nema veg asina nyama , straight up mbida like that , sausage iyo it's luxe kune majority of the population ndakazvifungawo paakaposta kkkkk kuti dai arega make anyway ndozviripo in most families dai asina kutaura kuti ndozvevanhu vangani🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣utwo haumbonzwe kuti kasvik
BREAKING NEWS: President Mnangagwa announces his new Cabinet Minister of Finance - Prof Mthuli Ncube (Deputy Kuda Mnangagwa) Minister of War veterans Affairs - Christopher Mutsvangwa Minister of Youth Empowerment Development - Tino Machakaire Minister of Sports Recreation Arts - Kirsty Coventry Minister of Environment - Mangaliso Ndlovu Minister of Tourism - Barbra Rwodzi (Deputy Tongai Mnangagwa) Minister of Defence, Security and War Veterans - Oppah Muchinguri Minister of Women's Affairs - Monica Mutsvangwa Minister of Local Government - Winston Chitando &nb
Another men gone .nematambudziko kwamuri vana baba .zvekare chiri chidzidzo kwamuri varipano kuti siyanai nema bhishu please honayi makupera .😭😭😭😭 Satan haana kwake veduwe kkkkkkkk unenge uchiti wakangwara kuhurira madam fume mutezo wadimburwa madam vosara neyavo Satan haana kwake veduwe kkkkkkkk unenge uchiti wakangwara kuhurira madam fume mutezo wadimburwa madam vosara neyavoZvirinani kna afa hke panekugara hupenyu hwese asinganyenge nemanakiro anoita pakati iwe usisina chinonyengesa chacho