Friday, December 26

Lucia ashaika achibara nhasi masikati Ku Gweru ,Iye afa but mwana ararama ma getsi ayenda achiitwa operation

R.I.P Lucia ashaika achibara nhasi masikati Ku Gweru ,Iye afa but mwana ararama ma getsi ayenda achiitwa operation.zvinorwadza R.I.P beautiful young woman inguva utarire mwna wako ????Rufu harujairike I know

 

 

 

 

even ma doctors mu theatre imomo vatonyunyutawo nenyaya yekushaya magetsi, zvikanisiro zvinoita kut basa ravo riende mberi...they will be thinking dai magetsi asina kuenda ,mai vakararamawo..asi vangaita sei ,ndiyo Zimbabwe, chemera mudundundu

 

 

 

 

 

..RIPHaaaa zvorwadza izvi mhepo dziriko shuwa mimba kungoitawo. But kana unenhumbu uri izi kuwurawa chero anodzidzira anombozama zvakawona hazvo ?????mutarise mwana wenyuSerious economic depression ikutiuraya nguva isati yakwana

  • Share: