Check your relatives hama mota iyo yaita tsaona pamabvuku depot yanga irikuenda kwawalker Yatakura vanhu 8 mumwe chete asiya hupenyu vamwe
vamhanyiswa kuhospital vanhu vakuvara hazvin kumira mushe Mota iyo Iracker double cab driver anotakura vanhu kana avakuenda kumba ???