Vane hama dzavasiri kuona mukraaifontein, vanoziva varume ava hanzi varohwa kumbekweni wellington vabatwa vavachivhara vanhu kuti vanovaka nekuita plumbing vakapiwa
deposit vobva vatiza ska nhasi mudzimu wadambura mbereko vapiwa 7000 deposit semazuva ose bva vanzi handei muone pamwe patoda kt muzoita bsa ndomabatirwo avaitwa police ndoyazonunura hanzi dai vapiswa