😳 This 👇Hwedza man was allegedly caught committing adultery with a married woman, and had his lower lip chopped off.ihasha dzisina basa idzo, kugumirwa kusvika pakadai ko unoziva
kuti vangani vaaiita naye gumbo mumba gumbo kunze. Iwe unoziva uko wakatora mukadzi wako, uye izvo wakamuona ari. Kana wasangana neSituation yakadaro, siyana nemukadzi kana njuga
dzakuremera. Ungatopedza nyika yese kucheka miromo uchikukuzva vanhu vemumigwagwa. Chasara uchaisirwa poison nemahure, unoda shamhu ine munyu. Uri kuti waita mbiri ipapo.kutochekerwa mukadzi wemunhu iwe une wako kuma🤣plus ma singuru nema bbe asina kuroorwa hobho