Friday, January 02

Video Remurume Arikumuzora Mukadzi Madota Nema Tsito Nguva Yebonde

Hie tete Ndakapfidza ndikachera chikomba Pasi ndikapfira. Ndakamboroorwa nemurume aibva kuMalawi ? nguva yebonde aizora dota magaro ese aya agosheneruka kuti zhwee, nekumeso uku otora tsvimbo yomiswa kumusoro kwePillow uku hanzi

 

 

 

 

ndoburuka kana tsvimbo yadonha.??ndozorwa dota muzvidya umu. Chaizonyanya kunditena off aitora matsito omakuya kana apedza kumama aikwiza powder iya pamusuri manje paibva pasviba kuti ndoo, Aahh no no no mhani.

  • Share: