Friday, December 12

14 Here Vabereki ngatitarisai vana vedu. Pane video yemwana yandaona

Vabereki ngatitarisai vana vedu. Pane video yemwana yandaona achitamba akashama pafoni. Mbutu yese panze veduwe hazvina kundibata mushe ???????

 

 

 

 

 

 

 ndinokumbirawo ndibvunzirewo vamwe vabereki vari pano, mwana wangu mskana ane 14 yrs ari ku Turner 15 muna Feb anetsa nemusikanzwa yevakomana zvekutosvika pachikamu

 

 

 

 

chekuti haachatsiurike and kumurova vari kuti haanzwe cz haasi kusiya inini ndiri ku SA mwana anogara na mbuya vake kuzim, zvino inini pandinomboyenda ndakambogara naye pasi ndikamutsiura mune zvakanaka akati ndanzwa mama. Zvino ipapa ndatambira futi shoko hnzi mwana wako atanga futi saka ndinoda kubvunzawo vabereki kuti mwana uyu arikudei asi ndomuyendesa ku counselling here or arikutoda ku matrix chaiko, asi mari ya ndinokwanisa ndeye 2 wks chete kuti anenge atobetserwa zvatoita here? Pliz post as hide

 

 

 

 

Remwana rane time rabuda iro i think mwana uya kaa atori ne se.xu...al abse chaiko coz anotoratidza kuti akatovhurwaVaakunyanya kubatira chirungu padenga vanhu vacho kaniApa anotoratidza kuty akatobatwa kareHaaaa vana vacho zvimwe vaakungozviona pamasocial media

  • Share: