Thursday, July 31

3 Zimbabweans Ma Instagram Slay Queen Auraiwa Na Boss Ku Germany

@Mai Skylar🇿🇼🇵🇱🇦🇪:dont put drugs and innocent in the same sentence guys zviri wrong@Laponta:Team re catching flights not feelings

 

 

 

 

 

@nomattermazvihwa:chero zvamuri kuita zvekudanana nevarume vevanhu zviri risky they preferred this chete just that it turned out badly@missreality263:pavanenge vachitipa pressure kt bought my first car at 22 vachitiona setikushandirq ngozi hamutiudze kukubva mari till vafa

 

 

 

 

Sorry zvavo. Apa pane 1 anenge akapinda dhiri unodaidzawo vamwe vake kti paita gap uchiti tese tipinde . Satan akafamba zvisizvo but Ranga RiRi skiri@tiney@15:😂All l can say is pressure kuvanhu, most of us ladies we are doing the most in the name of kuda kurwadziwa nhingi

 

 

 

 

na nhingi yes pressure ikutipisa hayo but at the end of the day your life is in your hands my sister not mine so choose wisely@Thaa_Boi_Myers:pamwe pacho tangai mabvuza mudzimu kuti ahusi paOff hre musati mangoita madhiri awa😂@Laponta:Team re catching flights not feelings

  • Share: