Friday, January 30

ABAIWA Mu Club kedha Zimbabwe Woye

Guhwa ririkuti mface uyu popularly known as Khedha nezuro achibva kunoona bhora ku MJ bar ku Aerodrome akabaiwa nebanga, guhwa ririkuti azoshaika kuma 4am. Nhai Bindura chii asi? 

 

MHSRIPndopaunoona police ichisungira vanhu hwahwa wachisiya mhondi mubhawa ne waskana ma under age

 

 

 

 

mubhawa wachitopesana padoor wakamitiswa zvonz wa raper bho hre twuwana twukuhurira ikko twakukonzeresa police ngaiite plan kna isingazvino ngawasire kune vana wevhu wemusangano tiite basa

  • Share: