Saturday, November 01

Abatwa Ma Copacabana Musikana

Haaa ndiyo nhai mbuya iyo ndakawana yangu vakubvisa closure ndakaita hondo nemastreetkids ari copacabana kusvika vandiendesa kune mbuya iyoy

 

 

 

 

 

 The woman in green was arrested yesterday nenyaya yekutuma ma street kids kunobvutira vanhu ma wig vomatengesa ne cheap price kwavari. Harare ndeye hustle shuwa ??

 

 

 

 

Ndakabvutirwa yangu on a Sunday pa coppa cabana on my way from church ndakakunya dress ndikada kumumhanyisa akaikanda pasiInga wani rumor been out vanotumwa nevakadzi vemasalon. It’s just about time they get

 

 

 

 

arrested.ndosaka vamwe vakadzi dzakatacha kungopfeka ma wigi akabiwaAmbuya veGreen kumhata kwenyu mudhidhi kukora kuita kunge sadza reziyo nekudya mari dzema wig evamwe vana mgodoi She’s very lazy kunyoooo kwake ambuya avoThis lady akambobatwa futi last time nemumwe mkadzi but the lady had to pay kuti apiwe wig yake back

  • Share: