Video rese WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39
Sad news mukadzi akatsikirirwa uyo akabatwa nemurume wemunhu after a long time vachidanana ,so day ravakabatwa vakange vachiita bonde mumba memukadzi uyo arikurova izvi zvakavhundutsa Mukadzi uyo anova iye muridzi wemurume ,chakamuvhundutsa ndechekuti haana kuona condom pavaiita bonde apa iye achitoziva kuti pfambi iyi yainge ichinwa mapiritsi e HIV, So mukadzi uyu akabatwa nehasha akatanga kumurova zvikuru , So this year ndakazokwanisa kubata mhamha avo vakanditaurira kuti vakatozoenda kunotestwa vakabatwa nechirwere. Musha wakabva vausiya . Video ndaisa pa first comment zvionere wega.