Saturday, July 27

Accident Yaitika Masvingo Harare Road Vanhu Vakuvara Zvekuti Mwana Ane 3 Months Afaa

Tsaona Iyo Yaitika Nhasi Masikati Panonzi PaGunpowder Ngezi MunaHarare-Masvingo Road. Pakuvara Vanhu Vakuru 9 Pamwe Nevana 2 . Pashaika Mwana Ane Mwedzi Mitatu

 

 

 

 

 

 

Uyo Aita Zvekurashirwa Mutara Nemota. Vanhu Vese Vanga Vari Mumota Iyo Vanga Vari Gumi Nevaviri (12) Vakuru 9 Pamwe Nevaduku 3 Kusanganisira Mucheche Atisiya. Tinoti nematambudziko kumhuri yarasikirwa iyi nemwana wavo wedangwe uye tichinamatira kupora nekukasika kwavose vakuvara.

  • Share: