Adopted Son na Clide vakaba page Ra Byt kuvaburitsa mupage ndobva vasara vega varimo.Kune ma Iphone arikunzi akapihwa ana Byt na Chad varikunzi vakamatorerwa ndobva vapihwa ma fon akasakara ma Samsung murume wake abva apihwa used Iphone...
Mai Raisy ipai Byt mudziwo wake wakapihwa ne Tiger furnitures why makatora zvinyowani mukamupa zvidharaMai Rasy's Diaries ko mudziyo muchaendesa wen imi makatora zvinyowaniMr Chad Cheap Phones Zw wakasirei byt achitorerwa ma phone manyowani