PLEASE SHARE ?? | Hie guys. I met this lady kuHarare hospital. Hanzi akadhumwa nemota and it was hit and run accident. Hapana marelatives ake arikuziva about her whereabouts. Akati anonzi Grace Gwadana. She has 2 kidz Ruvarashe and Junior. It seems brain
dzakakanganisika akuita achikanganwa zvimwe zvnhu. She is in room 17 bed number 4. MaNurse aiti kuti arapwe arikufanwa kuitwa maX-ray and panoda mari. So pliz circulate the message awane hama dzake arapwe.