My Country people mwana uyu akapostwa day rapostwa Bybit weFight uya kasi vanhu were busy neContent naBybit ,mwana uyu akaBayiwa neBanga kuLimpopoPaShow yaSilent Killer akafira paSpott the Body needs to come home for donations mwana aende kumba +27 61 841 2518
Killer T wacho arikut n handiwo matauriro muchembere imi munozviziva KT zvine lucky kumama wakamirirwa maybe varikutomutenderedza ndeve Kwake kusada KT ayende kmba nw garai pasii imimi semuchembere kwacho mudzifambire zvingoitika zvega iye akatoona marii yekuenda Kwa killer T isu busy Kuno kumaricho dae n nyt tisingarare tichichengeta tuchembere twakafa kare hatitorina nguva yekubudawo Moda kuuya pano kuzofenda agh muchembere miswai imi hamutimanikidzire zveee