Friday, October 03

Amai Ava Vopomerwa Kuiraya Vana veku Kuwadzana

Musadaro imi vanhu mai Ava vanga vachibva kunotora mwana ...vana Ava vanga vatoshata kudhara vanzwa hwema vachipfura ....Saka vanga vachishaya smell ikubva kupi

 

 

 

 

ndopavanotsvaga mu container Murume anga achivabatsira kutsvaga abva anzwa mweya wanga uchibuda muboot wanike vana vaye ...ndoskaa vanhu

 

 

 

 

vachizoramba kuita ma witness nenyaya dzamunenge makufungiraUnoswera wakurarira kuJeri nekuda kwekut watangirei kuona chiitiko..?

Izvo mweya we vana unenge waita kuti zviite sekudaro

  • Share: