Tuesday, January 31

Amai TT Defends Ketina After Atuka Olinda Chapel Kuti You Lack Confidence Kuchekwa Miri & Unorwara NeMukondombera

Zvirinani kuita natural zamu rakarara pane kunge uchafira pa machine uchigurwa gurwa nekudhedhwa nemichina instead of just eating healthy and exercising mbuya worinda you lack confidence if you have confidence show us the scars of your surgery mukushani wakukupengesai mbuya imi ipai vanhu mari dzamakanyepa kuita ma donations huyai musina firita you are clearly not happy kumba kwako worinda ne xmas ino ukungombeya wapera hauna mari urichembere isina confidence you have to understand kuti not everyone have to go kumasurgery vane mazamu akamira ndiana kylie ini newe tave zvimbuya chero ukachekwa chekwa chakafukidza mascars ihembe ne firita 
You lack confidence in a way that you are risking your life all in the name of pleasing tytas and chaunga 🤣🤣🤣 mazizino anenge mbira dzenharira une urwere hwenjovhera yawakapa tytas. Fullstop

 

Ketty Masomera shamwari yangu you are beautiful I ve seen u personally and I know you are beautiful. Don’t allow anyone to tell u otherwise. Solong unemwana nemurume vakayamwa mazamu unemafallen heroes. Mudzimai wese akayamwiwA kungobisa hembe mukaka wese unoti rApata dayi tatichiri mugarden reEden mataifamba tisina nguwo chokwadi taionerera.

  • Share: