Wednesday, October 08

Amana vanhu Havana Tsitsi kumitisa munhu akadai Marwadzo Nyasha Dzamuwana

"Hie  tine musikana ane nhumbu mugunduru wataka wanawo mutown so this lady she is very young also ane ka mental illness so took her kuhospital at Parirenyatwa she is also pregnant yakuita due..So the doctors at

 

 

 

 

 

Parirenyatwa vakamuti hatore madrugs then they refered her kuHarare hospital anga ane infection and sycatric varikumu attender so wanted your help kuti tiwane hembe dzekuti apfeke amai ne unborn baby also kuti abatsirwe kuti sezvo aka admitwa food chaiyo nekutiwo awanewo kwekuti atorwe iye nemwana…

 

Help yatakaita yanga iri yekuti she is very young anogona kurasa mwana or kutofa chaiko nechando mwana"

Vanoda kubatsira fonai or text?

+263772344439

0715283482

  • Share: