Ava ndivo sekuru naMbuya vakawuraiwa nemukomana webasa kuAlaska Mine. May their souls rest in peace. ??Baba ava ndivo n'anga yakafonera mapurisa
mushure mekunge murume anga awuraya Sekuru naMbuya awuya achikumbira rubatsiro. Zvanzi akasvika akandiwudza kuti ndawuraya vanhu 2. Ngatinzweyi vachitaura zvizere.Ava
ndivo councillor vakatanga kusvika pakanga pawuraiwa Gogo naSekuru nemushandi webasa. Zvanzi takasvika takawona gogo naSekuru vatove zvitunha vakarariswa pamubhedha. Ngatinzweyi vachitaura.