Ana Nyathi vakaudzwa nemaporofita kuti musashandise car seat ya Moreboys.Makaratidza kushora kumuona sepasina Zvaita kuvanhu.Munhh wese anoziva makatengerwa car seat asi amuna
kushandisa kunyadzisa Moreboys pavanhu kudaro.Dai manga musingaide makamuti Aiwa mukoma musatenge mari yacho yaitogona kubatsira imwe family.Even the house yakavakwa nabanabas they’re not staying thereI love vana ava but apa ndakatadza kna
kuvarwira how can u put mwana kumashure iwe wogara kumberi kuneiko ku front seat nhy haaaa ko vana vakadonha nhy mmmmUngafananidza tytie na Nyathi here azviite tyt ahana kana cent remunhu raanobatsirwa naro pa mhuri yake anozviitira zvinhu zvake