Hezvo.. hupenyu idova guys imagine zvatovharana😢 angowanikwa mumota akafa cause of death unknown, vamwe varikuti vamuona achitadza kufema,
may his soul rest in peace 🕊️Why posting munombo fungawo kuti hama dzake dzinonzwasei dzichiona zvakadai or munongo funga ma views nema likes