Saturday, August 02

Anna Honde Munyama Wacho

Vamwe Vanhu murikuseka henyu but most people are in these kind of situations. Unoshaya chinobatika asi unenge uchitodawo. It’s only kuti she is popular but vakawanda same situation.

 

 

 

May God heal usIni hangu samai vane vana vasikana chii chirikupa kuti musikna unogara neboyfriend kunge murume wako ayewa vana vasikna varikuzvidzikisira mufunge ndinorwadziwa mufunge ipapo ndipo pano rasika tsoro yese kune zvisingaite kuti musikna nemukomana vaite vasati varoorana zvinopa iwe chiremerera zvino mazuvano kana chirungu hameno

 

 

 

paden pangu hazvitwe izvi unogara newandadyira mariAnonymous participant 576 problem musikna must have boundaries askna unogara neboyfriend kunge murume kuti zvidii ??Kunyepa ana and him are married him anoshanda ku boat 🚢 he's a cooker plus aladzokera kubasa muchingoti nyoo nyoo tuyomo

  • Share: