Thursday, April 09

Another Accident In Gwanda Zimbabwe Claim Lives of Whole Family

Heartbreaking ? | A funeral service was held at Doves in Bulawayo for Tumelo Dube, his wife Antonetta, and their two children, Itumeleng and Rorisang, who all died in a car accident in Shangani. Their bodies have now left for burial in Gwanda.

 

 

 

 

This is a very painful loss, and many people are sending their condolences to the Dube family. May they rest in peace.Vanhu ngatidzidzei kusafamba netransport imwe sefamily if mune mota vsmwe vakwire mota vamwe vapinde mubus zviri nane vamwe wakaita tsaona kunosara vsmwe kwete kuti family yese yobva yaparara

 

 

 

 

Ndopa unoona kutii Ku Zimbabwe ma shona nema Ndebele zvakatosiyana nekure , same funeral to this one iyaa yekwa Mujuru nyikaa yese yakaziviswa zvakaiswaa pa news nepa news ma ministers akaita nekwendako

 

 

 

but nekuti this time zvaitika ku Bulawayo no one cares vanongotii ngazvipedzerane ikokooNhai Mwari, to tarisa kupiko mativi ese rwangova rufu. May their souls rest in peaceTichiri kuchema na Ronald Mukuru tarasikirwa fut ne Dube family why Lord???

  • Share: