Wednesday, August 06

Another Yuhwi Tinashe Mugabe DNA

Another yuwii 😂😂😂😂😂Madzimai akati tinashe usatifendera , miswa iwe😂😂dzowondomoka dzimba idzi vazhinji tirimo nekuda kwenhodzera zvatatatochembera chiregai kudero vamugabe🤣🤣

 

 

 

 

Ruth Murwira but ukazvitarisa lov varume vakawanda ndoyavarikuitwq iyi but zvondinetdq kuti murumeakahura nhasi anobatwa Rosati radokq but mukadzi arikugara 30yr 20 yr5yrsnemwana wechikombq murumeachifiriria kuchengetaNdine imwe hama yakazviitirwa mrume kubva

 

 

 

kuchando kwakuenda kumaDNA mkadzi asingazive kkkk akawana vava vese vari vakeMuchavaona varume kwamugabe achibvunza sakamakafunga sei nezvema dna murume oti ndakaona mukadzi wangu akanyora pafacebook papost yenyu kuti no child of mine will brush their teeth 😂😂😂

  • Share: