Apa parikuimbwa tomunamata kudzamara taenda..
.shame apa arikunamatwa wacho nemuitire uyu ndi satani obviouslyApa background ichirohwa ndichamunamata kudzamara ndaendaNdopaunoona kuti life ma one mmmmHanditozivi Kuti Ndakararama Sei, Odaro Murume Wekupunyuka Panjodzi YeNdege
KuIndiaKokuita kunge zvikutodhura $3 here asikana kokutsvaga kabasaH recorded bcoz he is a fool.why are zimbos good at doin zvisina basa izvi wen zvakakosha vachikoniwa.hakusiko kungwarira paduri sehuku ere uku ๐Ma comments mamwe itayi moyo we rudo vanhu mune hutsinye iri zimurume kutotora video amuna nyadzi baba imi
dai ari hama yenyu maidaro or mainatsira zvimwe ityai mwariHaa zimbabwe yakaoma๐๐Kutengesa nyama ne 3 marii isingakwane KG ye Beef๐๐๐๐๐๐๐But vanhu kadzi makakomborerwa chekutsvagisa mari munacho kana mapererwa chisingapedze hama