Anemari yaaifanira kunge ichibuda saka vanhu vakafunga kuti yaita ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Vachibva Vapisirira Cyril Musendo Mumba
hope its S,A ndokune vanhu vanetsika yekupisa vanhu,,,,,RIP
:very sad nefiro akadai musouthafrica dzangova nharo asi havachatida
@~wittym~:Was at Kwenda High School with him, Cyril Musendo. Shame man, May his soul rest in peace.
@MAPHOSA â¤ï¸ðŸ’•:Same thing happened to my uncle in KTC Philip. Vabva kupiwa mari ye round 🥹
@rufaro103:imbwa idzodzo dziberekesei munhu uyu kusvikira pamakore avakatarirwa namwari panyik .izvi zvinodzimba😠ðŸ˜