Sunday, January 11

Apostle T Freddy Why

Parirenyatwa Hospital here uku ko atora munhuwashe mapikicha vakavarairwa ndiani apa hazvisati zvamboitika zvekunamatira vanhu pa chipatara ?Vanhu varipanze vakamiririra visiting hour. Mapatience arimukati.Church

 

 

 

people, Christians do play do play for patients, it's very normal, nurses and doctors do pray at hospitalsNdozvafanofanirwa kuita vese ivava vanozviti vanzwi vemweya vanofanira kuenda muzvipatara vachiporesa varwere kwete kuita fejafeja

 

 

 

guessing yebhora kt chelsea inohwina endai naizvozvo muporese vanorwaraMu ICU varimo vakuda minamato kwete avoNgapinde ICU kwete panze apoThe question is ngava heal, zvekunamatira varwere chero mu toilet hazvina basa,toda vave healed chete

  • Share: