When push comes to shove ???Hazvina kuzopera mushe, zvechiBully izvi siyanai nazvo?.Controll your temper, dzoreka pavanhu.Ngaive a lesson kune vamwe vanhuKkkk ngachive chidzidzo kuti ukaona munhu achikunyararira hazvireve kuti haana simba igwara kana kuti arikukutya but anenge achiziva kuti anokumurmisa
good size sezvaitwa zibully iro razowachiswa nakasmally kkkkkkkk welldone nana haakujairire futi Pure???Ende wanzwa butter unodenha munhu akazvinyararira hake hezvoo wanyadziswaApo aida kuonererwa kani nemaziso evanhu panga asingadzoserwe..pazonzi ndibatirewo bag rangu timbosheyana hazvina kuzopera mushe?may God forgive my heart the way yandanga ndichisupporter musikana ane zuda uyo.. Moyo wanga uchingokuza kuti yah rova munhu, mukinditse.. haa ane bvudzi mutema anodenha
Hazvina kuzopera mushe, zvechiBully izvi siyanai nazvo?.Controll your temper, dzoreka pavanhu.Ngaive a lesson kune vamwe vanhu Posted by Daddy J - John M Phiri on Saturday, November 1, 2025