Friday, April 26

Aunt Joy Zim Ndovari Kupisa Mastreets Kubatsira Mukadzi Anga Asina Bed Yekurarira Not Kuseka Vakadzi Dzidzaiwo Kuita Zvakanaka

Zvaikozvino ava ndovari kuremera mastreets πŸ’― Vakaona mumwe mukadzi aposta pasi pachicorner paanorara & she thought hmm apa pakutoda bed apa, then ndobva vaenda kutonobhadhara bed iye neheadboard straight away! Kutombokanganwa kuti kune chinonzi budget, vakamhanya kunotengera umwe mukadzi bed! Hazvingowanikwi wanikwi izvi.Tajaira vakadzi vanoseka vamwe vakadzi mukushaya nekuomerwa kwavo not vakadzi vanomhanya kunotenga mubhedha vakaona mumwe mukadzi achirara pasi😒😒 Sando dzenyu Mai Dheko and dai Mwari vawedzera pamakatapudza. Zvaikozvino chimuti ndimi munacho. Much respectπŸ’―πŸ’―πŸ’―

 

Thank You kechi2 Aunt Joyie Zimba πŸ™πŸ™πŸ™

  • Share: