Saturday, December 27

Avigwa muguva Rakazara Mvura Zvinoshamisa Zvinotyisa

 : Ndiwe munhu wekutanga kudzinza kwenyu kuona Vlog rekuvigwa kwemunhu muguva rakazara mvura ???‍♂️ Hanzi isusu hatiteedzere zvekuti munhu haasi kuda kuvigwa nekuti mune mvura. Video mu Comment sectionPost

 

 

 

For Me Pane Akambo dadirwa Here Ne The Charamba Ava havasupporteki zvese netusikana utwo twakatohakira kutsvinya kwevabereki , ndakatosiyana nazvo ini. ndaivada vanhu ava but havana dhangi.

 

 

 

 

musati mati wanga watumwa here Aiwa handina, chaingova chido changu but ndakatozvisiya. mukandituka ndokurovai zvekuti dhu imi mabridey ekwaBuruka Mweya unoyera.Other countries have concrete graves to prevent underground water pollution and this situation.

Cole CKThey could have just drained the water ne engine 2 minutes votofushira magunanzi

  • Share: