Babamukuru Gilbert kana makaenda Ku inbox zvechokwadi Kwa changamire this is bad hazvo. Regai vapedzerana kwete kuenda inbox. Nemiwo changamire if u entertained him it's wrong futi
.But then what kana zvadaro UK 🇬🇧 ine kamwe kakupengesa so kana ukashaya social life muchasekerera munhu arikuchemera help 🙌🙌🙌🙌🙌🙌Ndoona kuti changamire vakunyepa
trying to cause noise murelationship yevanhuUuuum the probability of the truth is 0% muchishona tiri kuti inhema kuda kuti kamuchacha nekusakwana atuke Giribheti nekumufumura